“ I am fine babe! Its only that too much is going through my mind,
can you just takeover the steering and drive us home safely babes.”
Akadaro achiburuka mumota, neni handina kupedzwawo nguva ndakabva
ndangoburuka ndichitendererawo kuenda Panyanga kunoibata Amarock.
Takasangana kwakumbotsvodana tsvodana ndichimubatsira
kukwira mumota ndobva ndamuisa safety belt kwakumutsvoda padama zvakare ndobva
ndavhara door ndoenda kuseat kwadriver.
Ndakaisimudza mota takananga Harare. Kunemota dzinobvuma mugwagwa,
kana kuti dzinobvumwa nemugwagwa handizivi ipapo. Iye aingotamba tamba neremote
yeUSB achinetsana nemumhanzi yake yechitendero. Ebenezer yaidzokororwa
yadzokororwa zve.
Pane kamwe kambo kaaiiti kana oridza anoita nekutevedzera
nekutevedzera nemusoro nemusoro kaTich Machiridza kanonzi Rudo rwaMwari. Kana
neni ndakapedzisira ndakukugutsurira musoro because mufana akarova mumhanzi
yechitendero iyeye. Asi kwaitove kutangawo kumunzwa kuti kunemuimbi anonzi Tich
Machirdza anoimba nziyo dzechitendero dzinonakidza kudaro. But ane massage
manje mfana uya because mashoko ake aindipinda mudundundu chaimo.
Ndiye akazotiperekedza kunosvika kumba kwaFloo. On our way we
discussed nothing, ini handina kumbomubvunzawo kuti wazviona sei, because
ndakangooona kuti naMwenewazvo vakanga vaclicker. Saka kubvunza vakadzi kuti
mafamba sei it’s a sign of weakness, kana kutya kunyeiwa kuti sisi vangadaro
vafumura zvigure zvangu.
So though I would have wanted to know but For security reasons I
had to ignore that and wait for the time to be told. Patakasvika kumba
kwake in ndakafunga kuti semunhu aswera achingotaura nekufamba ainge oda
kuzorora but ndakashamisika akutobudisa nyama mufridge and she started preparing
to cook. Ndainge ndakangomuyeva zvangu achiisa nyama musink then she disappeared in the bathroom to freshen up. Ndopandinoda
ipapa pekurova masuprise attacks kunge ngwena.
Ndakamusiya zvangu ndikateerera ndichinzwa mvura irikushanda
ndikaziva kuti arikushandisa tub. Ndakabvisa mbatya dzangu dzose ndokubatidza
light remubath range akadzima achigezera murima kunge muroyi.
Asati aziva kuti chii ndakanga ndapinda ini ndiri muswi and my jakobo was charging ticking like a clock minute hand.
Akangoshama muromo and ini handina kumboita hanya naye ndakapindawo mutub
maaive ndobva ndatanga kugeza takagara makumbo akambindana, Jakobo akatasanuka
akatarisa ikoko, ndakaswedera paedyo naye zvichiita kunzvezverana mbijana
ndikati yes ndozvandirikuda zvozvo.
Ndakamubvitira sponge ndobva ndatanga zvangu kumukwesha
zvinyoro nyoro pamaboobs, ndichiatenderedza nekuasvinira bath foam
ndakanyatsodekara pasina kwandiri kumbomhanyira kana. Ndakaona akuda kuziya
nekurembera rembera maziso atsvukirira akaitarisa irikucharger irimo mufoam
imomo, ndakabva ndakatanga kudzika nedumbu nezvidya ndakanyatsomutarisa
mumamaziso, High voltage love current bridging the gape between our eyes.
Ndakaona mukadzi mukuru achipusa ini sekutamba so, Kushaya
chekutaura uye kushaya pekubata. Akapererwa nemashoko atapirirwa neaction
yaMufundisi Dzindi. Zvekuti ndonzi Chihera kutamba kuya, branch manager
vatori ma1 chaiwo, Matavire wandaitya ndiye akatisiya and kubva ipapo
handina competition, Ndakakwira ndege mapassport akadhindwa nawo mutambo uyu.
Apa ndakang ndave pamaCEO manje apa kwaive kuda kuisa signature chaiyo for
good.
I kept on ndichimugezesa but seriously teasing her feelings. She
was not a push over because she learnt very fast akabva atangawo kubata jakobo
nemaoko anesipo achitsvedzerera achiita kumugezesa zvishoma zvishoma. And it
was responding to each and every jerk yayaiitwa naye, ikati yatasanuka kuti
twii kunge shato yapurudzirwa ichiroverwa hoko navahombarume, tsinga dzichiti
tare tare kuporedza kunge hameno hameno.Pairatidza kuti panogona kuputika munhu
apa because ini ndainyatsonzwa mabhaudhi ese amuchicuno ari well oiled and
raring to go.
The tempo was increasing zvishoma nezvishoma, zvishomanene,
zvishoma nezvishoma ndombodzoka mamaboobs apa ndichitwinyirira tumanipples achivhundukira
nekusekerera. Sometime she even giggled kunge kapwere chaiko anakirwa neni zvikanzi; daddy apa tirikutanga chikwereti chekuseni then toaoita
zvemanheru ano hanta?” I just nodded my head in agreement because kutaura
kwaitondinetsa, kwatakakurira takadzidziswa tsika dzekuti hautauri uchidzya
plus ndakange ndakadzamirwa pandanga ndakabatwa pakange pasingaite kutaura
taura.
Iye akanga akuswederera swederera aita kundigarira
andimbundira nekundikochekera zvese maoko nemakumbo. Pane kakunyerekedza
kandainzwa as she pressed hard on me and we closed in and started kissing
vigorously. Pakaita Monday Night yemiromo mutub. Akanga akuda kuiteya
teya kuti ipinde asi ndainzvengesa ndichingomumupotsa posta uku ndakapinner
maoko ake kuti asadzika kunopa assistance.
If I was not being careful it would have easly slided in
without A condom. Akandibata zvinesimba achikoira iyo akaigarira pasi pemusinha
wake. Ndakakissiwa tight kubatwa tight kumonwa nesimba reshato chairo ndiye zii
akadaro. Kwaingova kuti zii zvake but a lot of violence was happening inside
her because she was climaxing. After about 30 seconds ndakabatwa tight
ndakazonzwa nyama dzakusunuka zvishoma zvishoma dzamara ndave free. Tese
takaturirana mafemo, asi ini ndaitotura befu rekuti ndanga ndapreswa wrestling
style chaiyo.
Takazopedzisa kugeza iye jakobo akuita kurwadza nekuda kurutsira
munhu. Takapukutana in a romantic style achibata jakobo kumuisa pachinena chake
achimutambisa tambisa aripo ndikaona jakobo akungosiririka marutwe zvokwadi
nenhomba yekuda kumedzwa. Ndakamudya muromo, kwaive kusiri kisser aiwa munhu
anodyiwa zvekuti panogenerateka kamwe kaheat pamuromo ipapo ndikanzwa
kakugomera karifaint faint muviri wake watanga kudziya zvakare.
Ndakadzika nehuro ndichitsvaga matsinga mahombe anofambisa ropa
nerurimi chete. Ndaizomboita sendinomurumirira achivhundukira nekuvhunyuka
ndikaziva kuti mukanya vabata giya dzvuku apa. Uku jakobo aingodhuma dhuma
chinena chakanga chakutsvadzerera zvakare kunge chazorwa ruredzo.
Iye akandinamira achitambisa chiuo chake achikoirira I circles.
Akanga akungorasa rasa maoko, infact she was all over me with one hand rumwe
rwakaramba rwakabata Jakobo ruchiedza kumunangisa. Ndakaona shasha hasha
dzawanda yakutoda zvekundikwira chaizvo gumbo rimwe rasimudzwa aita zvekumira
nerimwechete sejongwe. Kune vakadzi vanonakirwa neromance hama dzangu. Akanga
ave makubukasva, paisadanwa anozwa apa. Kana ndaizoita pungwe ndiri apa, musi
uyo kwaigona kuzvarwa mwana anebaravara.
Ndopanonzi nevakuru kunotsva badza kuchisara mupinyi,
ndozvavaitaura izvi. Take off yemukadzi inokuudza yega kuti apa wasangana
nazvo. Ndakaramba ndichimurevha chete non stop iye akudhirima kunge
gonyeti chairo, because ndaida kuti ambobudisa kachitwo ndozotanga basa.
But she was also too hot to handle. Hot property chaiyo.
Akatsvedza mumaoko angu achindinanzva chest yangu nekurumirira tumazamu twangu.
Baba vanguwee gudo zvondodyiwa ndirimupenyu. Ndakayuwira nekunakirwa
ndikazvirega, ndakanzwa muviri wese kuti zharara zharara. Akaramba chidzika
gadzi raita kuchonjomara dzamara akupumha pumha jakobo nekarurimi kake kaidziya
too bad.
Ndakange zvino ndambotsinzinira kuda kuterera, ndikanzwa mabhora
aita kubatwa achisimudirwa mudenga ndikaziva kuti itsostsi ndakuda kutambwa
newone pano, ainge oda zvekudururirwa mumumuromo kana kumwaiwa kumeso, ndikati
manje ini handisikuda izvozvo.
No comments:
Post a Comment