Saturday 19 November 2016

HUSHAMWARI – Banda Imboko (Part 3)

Zuva rakatevera amai Banda vakamuka chiri chipatapata kurongedzera kuenda kuSA. Varimukati mekurongedza vakaona mai Tomu pfacha vari in a jovial mood; ‘Ehe mai Banda uri busy kurongedza asi waakuda kuenda makuseni ano kani?’ Vakadaro amai Tomu vachigara pasofa mu siting room ye 6 roomed house yamai Banda.

‘Ndakuda kuenda vasikana zvekuswera mukomboni hazvina dhiri izvi shamwari rega ndinoshandira mhuri tibetseranae nababa. Mazuvano mukadzi hazvichadi kungoita goalkeeper anogarira pay yababa. Ungatotsvukisira murume maziso kunge chitsvikidzvororo itwo tumari twepamine twunouya musi wa50 utwu?
HUSHAMWARI – Banda Imboko (Part 3)

Nemamiriro aita nyika tunzungu itwotwu munotadza kuvaka kana kutotenga stand zvayo. Mozonosiiwa pasi pemuti pamunonokandwa pasi pemuti muti kana retirement yasvika vasikana, ndokunge musina kutodzingwa basa nawo madzingiro avarikuita vanhu mabasa iwaya.

Zvinhu zvinoda kungorongeka so. Isu takatopedza kubhadhara stand yedu kuTeperary uko kuma medium. Kwatosara kutaga kuvaka becuse plan yedu was approved kucoucil’ Vakapindura amai Banda vari busy ironing ma worksuit emurume wavo ekubasa nekuarongedza. Pese pavaitaura maziso avo aive pabasa ravaiita vainge vasina kupayer attention kune mumwe wavo ainge asvika.

Amai Tomu vakamboti zii vakagara zvavo pasofa paya vakayeva mumwe wavo uyo asina kutombozviona kuti ainge akatariswa neshamwari yake. Vakange vashamisika kuti amai Banda vakange vatotenga stand vakaibhadhara ikapera kuWadzanayi? Uye mashoko ekusiiwa pasi pemuti akavabata kwazvo because pane mumwe retired driver ainge anosiiwa pasi pemuti kuDarwin because akange asina kuvaka uye ainge asingaende kumusha.Ndovaya vaisheedzera kuti handiendi kumusha kana kumusha kwacho kuchindida ngakuuye kuno. Saka akapedzisira angoti kurori remine ndisiyeyi henyu pano ndozoona yekutamba. Apo kana zita rasabhuku chairo ainge asisarizive. Mutown macho mastands amacooperative aidaidzirwa asi havaitenga vachiyevedzwa nedzimba dzemine kunge dzavo. Vaiti kana vodya marivoita sevaidya mushonga wemusana.

Ivo vana mai Tomu ndovamwe vaive vekuti kana rainzi rapera basa musi uyoyo vaive vasina kana pekuisa musoro. Kumusha kwaTomu vaive vabvako pavakanopembererwa vachiroorwa havana kuzodzokerazve. Sechikwata chavo vaitoti iyo nguva yekurima ikasvika vaiseka vakadzi vanonorima kumusha vachiti unogara kusha kunge gejo. Vaibva vasara vachitora varume vevakadzi vanenge vaenda kumusha kana vachikwirisa chikwereti kana vavo varikubasa. Kwavari ndikwaive kuita musoro chaiko. Saka mashoko aya akange avabata bata kwazvo zvekuti vakanzwa godo nemumwe wavo.

Zvakambovadya moyo vakaona mumwe wavo senge aivaudzira mukuseka kana kuti aida kuvhaira. Nguva iyoyo vaBanda vanobva vapindawo vachibva kuchibhorani kwavange vanocherera mukadzi wavo mvura nebhasikoro. Vanopinda vachitekaira nacho chi twenty-five litres chemvura.

‘Maita basa daddy, maita henyu my lovely husband.’’ Amai Banda vakatenda vachitambira murume wavo chigubhu chiya ndokuchiisa mukitchen. VaBanda vanogara pasofa rababa vobva vakwazisana namai Tomu avo vanovakwazisa zvachinyara nyara kunge muroora abatikidwa achichachura poto yavamwene. Uku mumusoro mavo vachingoti 'unotondikwira chete and ndichatonakirwa sezvinoita mukadzi wako.

Amai Banda vanodzoka voenderera mberi nebasa ravo uku amai Tomu vaiita vachibira bira kutarisa rume rino zidhafu rainge rakati zete kunyura musofa zvaro rakarelaxer. Vakatarisa pazvombo zvabanda vakaona pakazvimbirira izvo zvakavapa tariro yekuti chinenge chokwadi chaitaurwa namai Banda.

Vakadimbura runyararo rwakange rwave mumba umu ndivo amai Tomu vakubvunza amai Banda kuti vaizosimuka nguvai? Amai Banda vakavaudza kuti vainge vachizosimuka ku11am, mai Tomu kwakuzivisa mumwe wavo kuti vainge vachida kuvaperekedza kusvika kuharare sezvo vaive nedzavaida kuzonotsikisa kuharare kwekare.

Amai Banda Havana kumboitawo basa nazvo vakangoti ese machena hapana dema. Ukuwo mai Saidi akange aisa centry yaizomutaurira kana mukadzi waBanda angobuda. Vainge vatopedza kubika rice ne ne roasted fish zvainyatsoziva kuti ndofavorite yaBanda. Mukadzi akanga aisa mushonga wese waaiva apihwa kun`anga husiku hwainge hwadarika. Vakadzi four ava vaiva vasina chavaivanzirana uye kana nevarume vavo vainge vakutowirirana nekuda kweakadzi vavo, chavaisaziva kuti kuwirirana kwevakadzi vavo kwaive kusina kuchena.

Amai Tomu vanozooneka, asi mai Banda vanongovaperekedza kuvabudisa muyard nekuti vaive mushishi rekugadzirira. Ivowo mai Tomu vanoti cheregai ndimhanya ndigeze kuti ndigobata 11 dzacho.

Vaviri vakaparadzana maiBanda ndokungosvikobata vaBanda pamafudzi ndokuvarova kasoft but intense massaging zvekuti rume rakatanga kugomerera rakagara pasofa paya. Mukadzi akadzika nechest uku aitobvisa mabuttons eshirt. Banda akaziva zvazvaireva asi akamboramba zvake akateerera massaging yaainge arikupihwa nemukadzi wake akanantsotsinzinira zvake kunge anehope izvo shasha yainge yaakutoronga strategy nekuti uyu ndomutambo waaifarira manje kutamba nemukadzi wake.

He loved kunzwa kuchemerera kwemukadzi wake kana vakuita zvavakaroorerana. Banda akanyatsotasanudza zvake makumbo uku musoro wavadzimai vake wakange wave pamafudzi ake maoko avo akutovavarira kubhande. Chero zvazvo vaingova vaviri mumba umu vana vaenda kuchikoro Banda akasimuka akanokiya madoor ese remusitting room nerekukitchen.

Paakadzoka mudinning haana kuona munhu, akapinda mubedroom umo akasvikoona mukadzi wake akaiti gada manhede akashadabura makumbo beche rakange rakanyatsoveurwa zuda chairo remupositori wwkwamarange riripachena.

Banda akangoti hembe yande yabviswa mabuttons kudhara katanu ndiye kwakadaro uko kandei. Bhurkwa rakangobatanidzirwa neunderway zvichitsikwa tsikwa negumbo nebhutsu zvese zvinobva zvasara ipapo achisara nemasocks chete.

Akuda kunoti pamubhedha mukadzi wake anobva ati kwanyanu kumuka omira pamubhedha kukona yekokoko achiita kunge anoda kutiza. Vaviri vanotarisana uku mboro yaBanda yaakuita kucharger achiona mukadzi wake uyo ainge arimurefu zviripakati nepakati ainemuviri uye unganzi uri atheletic.

Zvisinei nekuti anga aenda kulabour kaviri kose asi mazamu ake ainge aina kunyanya kudonga. Ganda rake rainge rakatsvukira kunge fanta. Nenyatso tema dzaiti kana dzisiri mubraa dzinenge dzakabaya blosers dzakamira.

Banda akaziva kuti Catch Me If You Can game ndo yange iriko. ‘Daddy masimukirei pasofa without my permission?’

‘Ndange ndanovhara door hanta ranga risina kukiiwa here’

‘Manzi nani muende? Saka masvora zvandange ndichiita hanti’

‘No hun I am sorry okay! Now come into my hands, come my sweetheart.’Banda akaedza kunyengetedza mukadzi wake uyo akavhizura maoko achiratidza kuti aitomboda mutambo wemadhongi chaiwo.

Banda aiita wekunyangira iye achitiza nemubhedha. Mukadzi akazoirasa paakada kusvova nemumahapwa dzaBanda ndiye gumirakadya vaviri.

Akabatwa mazamo akatanga kugegedzera kuseka achimbonyepera kuramba ramba asi pasina nguva dzange dzangove kiss dzoga dzoga. Vaviri vaitsvodana kunge vachangoroorana. Kana vakatanga kutsvodana zvaiita sekuti havacharegi. Ungazomuziva here kuti ndiye mai Banda Uye ange achitiza tiza. Apa akuita kunge chikwekwe.

Mukadzi ndiye akazotanga kutsvedza achinosvika patunyatso twemamuscles emurume wake ndokutu teaser nerurimi rume rikagomera. Akazodzika kwakuibata mboro yemurume wake achinyatsoipururzira iyo ikati yange yati tsinga tare tare.

Akatanga kunanzva Kaburi Kanobuda neweti chete kunge kmwana karikunanzva ice cream. Murume akange akbata musoro wemukadzi zvakasimba achipurudzira kugotsi.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *