Tuesday 8 November 2016

HUSHAMWARI - Banda Imboko - (Part 1)

Chitasuko 1 - Vakange vakanyatsoita kugarira zvigubhu pachibhorani cheku maD mukomboni yeTsamvi mine. 


Pump attendant wepamugoghi aiona nezvematank emvura akange ovengwa nekomboni yese sezvo aive iye aiita water rationing mucompound umu.
Saka zvichienderana nekuti magetsi awanikwa sei muzvimbo iyi mvura yaigona kuita zvimazuva zvakati wandei isina kubuda.
Kuipa kwezvimwe kunakawo kwezvimwe, madzimai evashandi ainyatsowana mukana wekuita zvigororo vachihwanda nekunochera mvura kuzvibhorani izvo zvakanga zvachereswa nemine. Munongozivawo kuti panoti gold mine ndopanoti chihure.

Pazvibhorani zvitatu zvaive mucompound umu chekumaD section ndochaive nembiri yezvigororo sezvo chaive kudivi re old motoro uyezve chaigamwa nechisango cherwizi Mushambanyama. Saka zvaive nyore kungokanda mugomo wemvura kana zvigubhu paraini munhu ongoti peserere nemotoro ndiye pfori musango umo mhumhi inenge yakamirira kuzhaka munhu.

Naiwo mawhatsapp akati kuuya aya, zvakabva zvaita kuti kuhura pamugodhi kuite nyore kwazvo. Ivo varume vacho senge vanoshandira underground vainyatsozivikananwa kuti kana adyiwa nenyika anotozodzoka shift yake ye8 hours yapera kunze kwekutoti arwara akaendeswa kuchipatara.

Izvi zvaibva zvapa madzimai avo nevarume vaya vanenge vari off duty mukana wekunyatsosara vakapombonoka vachipomborana mupomborerano wavo chaiwo.

Zuva iri shamwari dzepedyo Mai Banda, Mai Mupuranga, Mai Saidi namai Tomu Vakange vakagarira zvavo miigubhu zuva rainge rooneka nyika rima rave kugogodzawo. Madzimai aya ainge akaita kadenderedzwa pahushamwari hwavo, paingonzwikwa chikwee kuti pwatii vachirovana maoko.

Dzaitsemurwa ipapo dzaive hombe, vakadzi vana ava havana chavaivanzirana uye havana chavaisiya kutaura kana vachinge vasangana. Vakange vapanana kubva kumupfuhwira yekupusisa varume vavo kuti vasaone mamwe madzimai iyo vaipihwa namudhara Ali weku matin house.


Ali chaive chidhara chaizivikanwa chose panyaya dzekusimbisa rudo, especially kudzikamisa varume vaya vasingade kupfuurwa nemarokwe. Vanototi kana gudo chairo rikapfekedzwa rokwe rinotoipfekedzwa mboro kuti rapfekerei rokwe chete.

Saka madzimai aya vakanga vasina dambudziko nevarume vavo nekuti vakange vawana solution padambudziko iri. Asi ivo manje vaitokandirana marounds kupera kwemwedzi nemari dzezvikomba.

Chitenderano chaivepo uye sungano yaive yekuti hapana anopindira bhuru reumwe, kunyangwe zvavo vaipanana mabedroom kuti amai Banda kana vaita chikomba chavo vaigona kuvanzwa namai Saidi kumba kwavo kana vasingadi zvekuhurirwa musango, uye kana vabata zvikomba zvainzi ma11+.

Pavakadzi vana ava amai amai Banda ndiye aisaita chikomba chinorara naye ruviri. Akangorara nechikomba kamwechete aibva achiramba achiti hapana zvemurume apa uye aisada kutambisirwa nguva achiitirwa mahumbwe.

 Izvi zvainge zvaitika kwenguva yakati rebei uye aigona kutoitazve mwedzi yakati wandei asina kuita chikomba. Uku vamwe vake vainge vatove nema permanent boyfriends aivariritira . So kuti akwanise kubatana nevamwe pakukandirana marounds aknge atanga nyaya yekuenda ku South Africa, Botswana neZambia achiuya nezvinhu achikweretesa vashandi vepamine. Kupera kwemwedzi Aizounganidza mari dzake okanda round nevamwe achitosara neimwe mari zhinji.

Izvi zvaisaitira vamwe vake zvakanaka nekuti vaiona irinzira yakaoma yekutsvaga nayo mari instead yekungovhura gumbo gotsi riri nyaa mumotoro, kana kubatiswa hunde yemugamtree kuma sewage achishagadadwa mufongorerwa iye achizunza mazakwatira zvake zvotoita.

Kana munyika muchitwa chipfambi zvamo asi pamugodhi uyu paitwa zvinogara zvakadaro. Vamwe vakadzi vaipedzisira vakuhura nekuda kwekuchiva kahupenyu kairaramwa nedzimwe pfambi dzakaroorwa, ichokwadi kuti ukadyara muti wemusango pamba wotochama kutanda shiri.
HUSHAMWARI - Banda Imboko - Part 1

Saka vanamai Tomu nevamwe vavo vakanga vafunga zvekunyatsobvunzisisa mumwe wavo kuti ko chainyanyomunetsa chii chaizvo kuti asaite zvaiitwa nevamwe vake zvaiunza mari nyore nyore.

‘Nhaiwe mai Banda? Imbonyatsotiudza isu sevamwe vako kuti dambudziko rako nderei chaizvo iwe, haugari nechikomba, kukutsvagira uyu unongorara naye kamwechete wotumuramba. Fanika panaMatunga, wakandirwadzisa ufunge hako. Ndakarwadziwa kunge ihanzvadzi yangu, because iya i ATM manje haana kuomera but two days wainge watomuramba. Apa three months dzakwana manje uchingoti every week kuSouth, every weekend kuSouth. Apa mari ukuratidza kuti wave nayo, asi pane zvirikuitika kuSouth Africa zvawave kutivanzira sevamwe vako kani? Tiudze mai Banda zvirikumbofambasei chaizvo?’’ Vakabvunza amai Tomu vachi tsigirwa nevamwe vavo vaiita vachigutsurira musoro nekuruma miromo with pensive faces sevatendi varikunzwa shoko rinobaya moyo.

Amai Banda panhambo yekusuwa kana kuratidza kubatikana nekusafara kwevamwe vake akaramba zvake akati zii senge pasina zvaaifunga achitsvaira tsvaira zinharembozha rake rerudzi rwesamusung note 3 raange abva naro kuSA, iro raingoti gare gare rotetsura kamuridzo kainakidza kwazvo.

‘ Iwe mai Banda! Tirikutaura newe, iwe uribusy pafoni, asi urikutaura nechikomba kani?..’’ Vakabvunza mai Saidi vachiitirira tuhasha nekuti vaiona senge vainge vasiri kupihwa attention yavaida kubva nemumwe wavo. Amai Banda anobva aita seadzima nharembozha yake, akagadzirisa chigubhu chaaive akagarira iyewo achinyatsogara straight and in the process creating a partially tense atmosphere between her and her friends ndobva ati:

“Vasikana kutaura chokwadi chinangwa chekuhura kwatinoita ini ndinochishaya because handisati ndambosangana nemurume anokwira, kana anemboro inonaka kudarika mururme wangu. Tumwe tuvarume twemuno twapera nemishini nemafoshoro pasi apa tunokongoti nyobvo nyobvo otondisiya. Vasikana ini ndoda kunakirwa nemboro ini, ndoda kunyatsokweswa nayo ndichishandurudzwa kasingaperi kunge nyama irikukangirwa mukuwasha. And murume one anozvigona izvozvo is none other than my husband. Musamuona kunyarara kuya mukati kupusa, baba vanoziva kubata panotekenyedza vaya, vanoziva kundibata kusvika ndadhakwa neromance chete ndisati ndasvirwa, pamwe ndinotundiswa nerurimi chete kaviri kana katatu ndisati ndarohwa nayo. Zvekuti pandinozoishwetedzwa anenge atova mamultiple orgasims ega ega.

Murume wangu hakuna mumwe kani angaenderane naye. Saka better nditsvage mari ini kana ndoda zvebonde ndoenda kumba kwangu. Matomutsa zemo rangu vasikana ndakutombonokwirwa izvozvi hanti abva kubasa na2pm. Saka nhasi ndotoitangirira ndisati ndabika kudya kwemanheru, ndozoivatira zvakare sezvo mangwana ndirikuenda kuSouth. Ndinofamba rwendo rwese ndichingodzvova mboro. Ukuwo ndinenge ndasiya ndadrainer rank rose, zvekuti pandinozodzoka rinenge rasisa zvakare. Inini zvangu kukutaurirai chokwadi count me out panyaya yezvikomba girls. Itai imi because ini ndirikuguta ini.”
Mai Banda vakapedzisira kutaura vachitotakura chigubhu chavo chemvura ndiye tande vakananga kumba kwavo. Vaifamba mufambire uya wekunge muzvere asiya mwana kumba aakurwadziwa nemazamu. Vakaisiya vamwe vavo vakangoti tuzu vakaringa nzira yainge yaenda namai Banda.

“Kutoimhanyira mboroka uku? Anfanira kunge achinaka zvechokwadi Banda uyu..” Vakadaro amai Saidi vachiratidza kudzamirwa nemashoko amai Banda. Asi vakadimurirwa munzira namai Mupuranga vabva vangoti’:

‘Zvipiko hamumuzive here mai Banda anonongoda kutiwachisa chete, hapana hapana apa, anganaka chii Banda iye uya paakati mhaa nekupusa kwakasanganiswa nemupfuhwira ikokuya?’’ Vakadaro nezwi rainzikwa kagodo kebhonzo kaya kanoita pahuro kasingasvipike kana kumedzeka. Vakabva vatsiga wo chigubhu chavo vasina kuoneka vamwe vavo vonanga kumba kwavo.

Ukuwo amai Tomu vakango rovanidza maoko zviya zvinoitwa neuyo anenge ashaya remuromo ndokusekera godo ndokumhitsura chavo chigubhu kwakuchiti dzii pamusoro ndiye hutu kwavo kumba. Vese vakange vaoma mate mukanwa nemhinduro yavaisatombotarisira kubva kunemumwe wavo

Ngatisanganeyi pachitsauko 2

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *