Sunday 27 December 2015

Dzawira Mutswanda - Akanga Achangobva kuSudan Julie [Chapter 1]

Christmas Day: Ndange ndakatotyora zvangu paden ndisina kana staira, in zvangu sebhachura nekupisa uku ndange ndakavhura door zvishoma ukuwo mawindow akavhurika zvakare, ndakanzwa chikorobho chirikurohwa kushaina mupassage kuma11 masikati ndikati aah vakadzi vepano ndovaziva vasingakorobhi masikati so. Ndakanzwa brush rave kurova rova door chikorobho chichitevera chichishaina.

Ndakadongorera ndikaona inga mwasikana walandlady akanga abva kuuya kubva kuSudan mazuva apera ayo. Anoshandira embassy of Zimbabwe ikoko, baba vake vakashaya, amai variku London, saka she came for the holiday kuZim. Apa akapfeka night dress, haana kana chii mukati. ndange ndichitoona matinji akarembera nekumashure.  Nhaimi kana munhu anoshaina mumba angashaina akavhura makumbo kuti dhaa? Apa kamuslim and well figured kane zvimateya zviya zvekuti nyangwe akamira akabatanidza makumbo zvidya zvake zvinosiya hwangaridzo ingakwana zvigunwe zvitatu. Katepi mukora nebhandi kakatsonga kari karefu. Pamazamu apa ndopakakapedzera shungu because kane mabutternuts chaiwo. 

Paakadzoka apa it seems zvinhu zvange zvisina kumira mushe socially, akanga ane mamoods, and kutaura nevanhu aingodambura dambura, she preffered to be quiet and alone most of the times achingopurura purura iwo mazifoni euso hwakapamhamha kunge katv aya. Pamwe waiona akaisa zvindinyira nzeve achingogutsurira musoro, ukataura naye haaadaire. ZvaJulie vaitonetsa kunzwisisa, apa akunetsana nechikororobho nekushaina passage, zvaasati amboita. Chii chaizvo mwana uyu. Apa pandaifunga zvese izvi my eyes were fixed on her punani.

Julie anematinji akareba, apa ndaiita ekuona akavigika zvishoma asi kasee thru  kaindipa good view.. apa ganda remari munongorizivawo zvariri. Vakadzi vatete vakasenga vakomana hey! Ndainyatsoona beche neshape yaro yese, ndikati yaa apa paita zvechikafu apa. Ko ndopacho panezita rekuti Mufundisi Dzindipafaure apa. Ndo profession yangu pandinodanwa ndichiti present sir/madam whatever the case might be. Ndakamboedza kutarisa kuside but hey ziso parinorambidzwa ndoparinoda mhani. Mboro yabva yaita kusimukira hasha nezvimazuva zviviri zvitatu zvandange ndapedza ndisina kumbotasanura musana zvabva zvaita worse.

Dzawira Mutswanda - Akanga Achangobva KuSudan Julie [Part 1]
Pange pakuda plan manje apa, because handipereri mukuona chete. Ndombonzaniko ini DWP (Dzindi Wema Plan) Ndabva ndakosora kosora, achibva avhunduka  achisimuka tabva tatarisana, front view yese pachena, ndabva ndaita kuyeva mazamu ake, a stare full of lust. Apedzisira azvitarisa akaonawo zvandange ndirikuona kuti akange akashama asina kupfeka.akatanga kubwaira bwaira zvikanzi, hezvo vaDzindi murimo? ndafunga kuti ndiri ndenga pano, ko hamuna kuenda kubasa? ko hamuna kuenda kana kwanaMereki kwaenda vammwe? Mibvunzo yanaya one after the other isinga mirire mhinduro, apa inge achibira bira kutarisa mboro yange yaakuda kutsemura kashot kandange ndakapfeka ndisina zvangu pant sezvo kwaipisa.

 Ndakangozoti merry christmas ndichidzungudza musoro ndichidududza nenhendeshure, ndikadzora door zvishoma zvishoma takatrisana kusvika ravhara. Pane chemistry yakange irikuitika mumaziso ndikanyatsoona kuti heyo ngozi panotosvirwa munhu nhasi pano. Ndodzatinoti dzawira mutswandaka idzi hadzichanetsi kudyorera. Ku hupfu hwadeukira pagokora hanta hunogumhirwa mutswanda here?

 But ummmm, zvekuti Julie ndingamukwira? But why woulf want to ruin my day ndadirwa dirwa rough nako, kakanaka zvako but eish kakanyanama, and hakajairike manje. After a few minutes ndakanzwa zvakunzi: ‘vaDzindi mati Christmas box? Ndirikuuya nayo just give me a few minutes.’’

Aah ini ndange ndati merry Christmas handina kuti Christmas box ini. Ko nguva yese iyi anga achakamira padoor ipapa? Anyway handina chandakapindura zvangu nekuti ndange ndakutorova paplans angu. Mboro ikati unonyepa iwe, kutanga riini kuti ndinoona zvinhu ndorega kudya? Apa neBp dzaana Believe nana Jbango ivo vanozviti vana Dr Shumba, nanapadare nasazunza vekuba mastories angu vachiisa kumapage avo. Nezuro wese haina kumbo sessioner ndakabipa too bad. Julie akundidenherawo zvimwe ndisina kugadzirira vakomana hey.  Ndoipeiko mboro ini?

Koiye angati haana kuziva kuti munemunhu ini ndanga ndabva kugeza about 2 hours dzadarika sei? Vakadzi so zvavanoita hazvinzwisisike, kutsvaga kuzoti ndabatwa chibharo. Manje garwe haridye chebamba. I will not even attempt to do stupid things kwaari, because nemitemo yaveko munyika inotsigira vakadzi kudaro iyi ndiworere zvangu mujere nekutadza kucontroller zihose pipe rangu? Haiite iyoyo? Aah vatete Manyati, vanamufundisi Patsika, vana Rust, Ivo vana Rutendo ava vachinzwa kuti mufundisi vakaenda kuJere Nerape case? Kubata chibharo?

Maiwe facebook yose inoita kutinhira chaiko. Ko vaya vandaishanira vachitokumbira mapractical lessons, ndichiti maya mufundisi is not available? Vaizoti baba ava dzakakwana here? Kuramba zvemahara vachida kuita robbery. But honestly iro beche rinonaka wamboita rekutamburirawo so, uchimboitawo ma anxious moments kuti ndopinda here apa? Haikona kuita rekushambadzirwa pafacebook kunge masamba egreen world, kana ma4n ekuchina. Haa nonono  mhani vakadzi ingozvikoshesaiwo mhani makaita seiko imi? Wtoita kufamba bhurukwa riri mubraa uchitsvaga angakukwira?

Ndakazoita yekurarira nedumbu mboro ndichiedza kuinyaradza, but yaitoita worse manje. Ndakange ndakutsvaga relief strategy, because hama maoko haizoitewo kumunhu wemufundisi kikikiki. Ndirikuplanner kuti ndotangira papi ndakabata 4n kuti ndimbobata vamwe vana vesangano vaisindinetsa kuda kushandirwa ndichiti mufundisi vakabatikana vaya, I scrolled down muinbox mangu ndichikanda massages, but it was like people were too busy nechristmas saka zvefacebook zvange zviri kure navo. Painge pakudiwa chero chigezamugovera apa chekuti unokwira ichihekwa chekwa nevhudzi nemajecha. Hanti maiziva machinda, apa beche rinenje richikanda kahwema kemutundo.. iwe unokuvara iwe kikikiki, but pakashaya akapa response in time, maybe sechristmas they were fully booked. Ndakazonzwa ka hesitating knock padoor, ndikati come in.

Julie akapinda akamonera bath towel achiratidza kuti aitobva kunogeza, fresh from bath, asina kana kuzora mafuta, ganda rake rakaita kumerera kumapundu twuya twekuratidza kuti ageza mvura inotonhora,ane towel rake mumaoko, zvikanzi I hope I am not disturbing! Achimira zviya zvekuti don’t you like it? Ndakashaya chekutaura, hapana murume anedzakakwana angaramba Christmas box yakadai mhani. Iyi inokunda atengerwa mota iyi. A rare and life time opportunity presenting itself in a silver plate.

Aah nono you are not disturbing come in. Ndakamudira dira tumapraise  praise wemanakiro aange akaita, tumasweet nothings ndotwedu zve isu. Akatanga kungonyara nyara. Ndikati I hope you are the Christmas box? Akabva angoti hanti ndozvamanga muchinzwisa tsitsi kutotsvukisa maziso makatarisa here? Ndauya lets do it, hatidi vanhu vanongotara nemuromo no action.

Ndakasvetuka kuvhara door,  ndaichimumbundira from behind kuisamusoro wangu pashoulder pake, ndichitura befu. Ndakamukisser softas pahuro several times ndikaona mwana aiita kurerekera musoro achipuruzira maoko angu iwo aipuruzira her lower abdomen in circles, and the kissing gradually turned into  licking. I like licking a clean skin especially iri fresh from the bath so, isina kuzorwa mafuta or anything, when you feel the sweetness of the woman skin with you tongue and your nostrils being filled by the sweet aroma of her God given sent.


Unozondiudza kuti mufundisi makaipa makaipa. Handisi kuti deo is bad no, But imbozviedza so kuti fresh from the bath no cosmetics, ganda  richakanyorova nemvura mopinda paromance. Ndainzwa kudziya kweropa repamusana wake, apa slowly scrubbing my pennies with her buttocks achiita seaida kuti ipinde pakati pamakumbo ake.  Ndakamuisa rurimi munzeve ndikatanga kurukurunga clockwise and anticlock wise ndikanzwa Julie aakuita a horse scream, squizing her body against mine. Vakomana vakomana ndakanakirwa zvekuti huyauone.....Ndakasunungura towel riya achisara ari in her chocolate brown birth suit.

Mukadzi mutete anemuviri wakaurungana kunge chechete. Chiuno waifunga kuti ndikamutsikirira anotyoka, kana kuti ndikamubata nesimba anodambuka. Ndakaramba ndichienda nayezvinyoro nyoro achidairirira zvechisalad zviya. She was a good pennis teaser because ainyatsotevera mboro nemagaro ake iri mushot kudaro uku achinyatso responder kulicker kwandaiita huro yake.
  

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *