Monday 21 December 2015

Sisi Lovejoy - Part 1

Handina kumbobvira ndazviisa mumusoro kuti musikana anotibatsira kuchengeta mwana wedu ari chizvarwa chepaLawezi apo can be an armed robber panyaya dzepabonde. Then one day ndakatotyora zvangu mudheni ndakazoita manzwira achisasa namadam vangu magap ekuchinamwari kwavanodzidzira chiuto chepabonde Apa dzimeti rangu nderechipostan`a hanti maibata miteuro hobho action limited.

Ndopandakazoti ooh my godemeti I should have known this since was mhani, and according to what she was saying zvairatidza kuti haa panebasa, basa chairo haikona remafaniz riya. Vakasvika pakupisa poto vachingolecture varimo mukitchen ini nzeve kwanga ndirimo mubedroom zvangu ndichinzwirira. 

Bambo vakatanga kutasanuka vachivhita kunge paive nekapombi kaindipombera mweya, inomboitawo seinenzeve futika . It became hard and stiff. Munhu unofa nenyota makumbo arimumvura chokwadi, ndainovhima mumasango ekure kasango kepamba kariko kazere nhoro nenyati. Chete inotambika ndaingotiwo musikana webasa chimwe chaangagonawo chii? 

Asi dzidziso dzaipihwa vadzimai vangu ndakapa kutenda, kana naivo vakanga vakati zii! Vakanyatsoteerera kureva kuti vakange vachiudzwa zvinhu zvavainge vasina kumboudzwa natete vavo  kana kuchina chekukereke. Ndakapotsa ndarova hama maoko iwo mapeche maviri arimo mukitchen and I could not disturb the sweet lecture.

Vakazopedza zvavo nyaya dzavo asi ini ndange ndatove neplan zvangu saDWP (Dzindi Wema Plan). Apa sisi Joy vatete varefu vanechiuno chakaita chivhavharara ndii chaicho. Mazamu aripo ano matende emapudzi chaiwo. ushehwekunze haa ndizvowo hazvo zvevanhu vatete tingati kudiiko munhu haangazopihwi zvose. 

Face anayowo havo asi hangazosvika panamai mfana. Nyaya dzaakanga achiudza mai mfana ndodzakandipinza busy kuti kune vakadzi vanogona kuita zvaitaurwa izvi here kana kuti dzaingovawo nyambo dzekuvidza zuva vanhu vachipisa mapoto, kusvika amai mfana vatoti Joy tichatombokusheedza kuChina chemadzimai umbotidzidzisawo kubata varume pabonde.

Nechemoyo ndikati aah mukadzi wangu igentlewoman mhani abvuma defeat paopen, saka ini ndini ndingazodiiwo zvangu. By any chance Ini I was going to be the first kupinzwa china chacho practically ozoenda hake kutheory kuchurch. Ko asingade kudzidza ndiani?
Image result for TWO BLACK LADIES IN A CONVERSATION
Days passed by ndakalaza too bad waiting for my opportunity, but it never came. One week, two, aah three chabuda hapana, apa namadam iteki  teki seiwo. Ndikati panenge pasina chembwa vatenzi varira bulgar apa. Sometimes patience pays, week four, ndikanzwa;
"Daddy, musi wechina tirikuenda kucharara kumaZowe. Tinotozodzoka Friday manheru sabata ratopfuura." Ndimai mfana avo. Ndakanzwa ropa rangu kumhanya from head to toe and viz vee. Ndakapererwa nemashoko hana ikarova ndikanzwa kadzungu sooo varumeka!! Ndakabva ndati;
"Ahh its okay mongosiya mandibikira hanti murikuenda mose naJoy?"
"Kwete nechando chiriko ichi mwana manje anoit ma1, saka sisi anosara nemwana."
"Hoo aah iribho" ndakapedza nyaya apa ndichikwenya zvangu mhuno nakasiyanwa. 

Nyaya yainetsa manje ndeyekuti ndaizotangira papi? because aah masteady anga ari tii zvekuti ndaigona kujamukwa ndikazopinzwa busy futi kuna madam. Iniwo kudhibha futi dai ndakanga ndagara ndakakanda masese apa ndaingozokandaa duwo kamwechete, zvino apa ndainge ndakufanira kukanda masese nekutoraura nguva imwechete. Ichokwadi garwe haridye chebambacharo chinoza neronga, Mukanya havasiye bhachi padare Aitozorivhura chete gumbo within the coming 24 hours. After all ndombonzaniko ini? DWP
 END OF PART ONE...

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *