Tuesday 12 January 2016

Dzawira Mutswanda - Akanga Achangobva kuSudan Jullie Part 6

MuBathroom

 She went straight to Bee`s room as if She did not want to answer back whilst she was in my room. Achingobuda ndakabva ndavhara door ndikazvambara zvangu pabed ndichigaya kuti zvimoko izvi zvaida kumboita sei chaizvo? Saka Bee haana kuudza Julie here kuti ndange ndamuzhakawo zvakare? Ko kana Julie akazvinzwa chii chichaitika pano pamba? Ndokupihwa manotice kunenge kwakutoitika apa. Will she be comfortable kuzotisisiya tiri tega pano?
Houngu Jullie aizviziva kuti ndinodanana naex mai Masunda, but she never mentioned her? Ko kana ivo mai masunda vacho vakadzoka vakanzwa kuti pakasara pachiita machikichori papurazi kudya kwehama dzemukadzi vaizozvifambisa sei chaizvo. Ndichifunga nekugaya hangu mibvunzo isina mhinduro iyi hope dzikati gogoi tasvikawopano.

Apa zvaibatanidzira nekuneta simbi yegermany yanga yanzwirira moto apa yaota nekuneta.


Ndakarara sechana chidoko kusvika kuma1000am. Ndikati kuti bhabharazi rembutu ripere paida kutomborova shower, nekuti mvura ndomushonga wemutambo uyu. Ndakapinda ndikageza, ndikambotarisa Sabhuku ndikati sabhuku muchakonzeresa makuva imi, dzikamai! Ndiri mukati mekufunga kudaro ndikanzwa ichitanga kucharger One, two, three…. yotoda zvehondo ipapo. Ndakazongovhara vhara nedzimwe pfungwa dzaingondibatawo ichibva yakudzorera ropa kumoyo. Ndakutopedza kugeza door rakavhurwa zvinyoro nyoro ndiJullie uyo;

 “I Hope I am not an unwanted visitor in here. Waal my lovely Dickson how are you?” Before I even think of what to answer she had dropped the bathtowel and she was holding it by two hands lustily looking at the head of the Dickson.

Apa iyo yakuita kunge ramba rakaiswa pafudzi nechana chidoko. Trickling water from the shower partly soacking her 50cm long hair. I turned off the shower, apa change chatotsva panga pasisina chekumirira. Ndakanzwa dickison akukiswa achisvetwa kunge chihwitsi chelolipop.

Maiwe akati amudenha, ndozvaasingadi izvozvo! Akatsamwa ndikaona hoyo watasanuka kunge puranga manazi. Apa azitennis bhora anga akanzi dzvii nerumwe ruoko achitepfenyedzwa tepfenyedzwa uku dickson achimedzwa zvishoma nezvishoma.

Jullie achiita kunge shato irikumedza mhuka, achiita achimbo tererera ndichinzwa achikwiza kwiza chidikwa dikwa chake nayo zvinyoronyoro. Izvi zvakaita ndinzwe nyunguruspagada muviri wose. ropakadzi rangu rakanga rakuita kunge raakugwamba, vakomana, vakomana ndoimba mhanhanga kutapira kani.

 Aiti akamborova roving aripashaft kusvika pamatennis ball apa, achiizadza rute kunge chembere isina mazino nenyama yerunda, okwidza sucking it dry, paabva paisara pachivhita vhita kunge panemavhunze emoto. Ndakadyiwa sikarudzi ndikanzwa muviri wese kuti gwigwigwi kunge tsinga inomhanya neurume yaidhonzerwa mukati.

Jullie achiita kuchemerera kuyamwa dickison kunge ainge agarwa neshavi rebonde.


On a croaching position, ndakazobatwa magaro aita yekusiirira kuti sikarudzi nemuromo wake zvipedzerane iye achindipafanya pfanya magaro ndakatanga kutambisa chiuno ndichikoirira mumuromo make nekukwiza kwiza matama ndichitambirira zvaienderana netuma moans twaaiita..




  Akaidhonza deep throat achiita kunge arikuda kurutsa, ndombofunga kuti zvakwana asi ndainzwa ichienda mukati mehuro chaimo. Iye omboti zii akadaro achovha futi mbijana achibudisa kamwe kasound kaye kekune munhu arikuda kutaura akazadza mbwire mbwire mukanwa. 

 Kamwana kaneshavi chete kaya, zvakanga kachafendesa rume guru rakaita kunge ini nhaimi! Mufundisi anga ave kufundiswa romance. Zvakanoita azvimboenderane nemuviri wako, small body big engine.


 Jullie akafambisa musoro wake zvishoma zvishoma ndichinzwa ichikwiza huro yake zvishoma zvishoma. Ndakanzwa hurume hwakukoka nekuda kuipushra mberi mberi, ndakashama ndakatarisa mudenga kuda kuridza mhere asi ndakashinga semurume.

Kushinga kwekutenser nekutsinzina ndakasunga chibutsatsvina nekumana tsinga dehurume kkuti paite empty ejaculation. Ndakaivhomora kuti ndisaregedzera mukati.


Ndakamusimudza nevhudzi ndichiziva kuti zvaive nekakurwadzirira mukati exactly ndozvandaida chaizvo izvozvo that faint pain was very important to the occasion. 


 Takamira takatarisana ndichimbofunga kuti stlye inganyatsoita kuti ndimusvitse paradise ndeyipi? Ndakazofuga kuti nehutete hwake every angle ndopinda pasina madisturbances. Ndakamupusha kumadziro ebathroom ndikamuvhurisa makumbo takamira kudaro. Akaitora akamboikwizira kwizira pachoya nepamatama emadhoiri. 


 Ndakadzikisa chiuno chake pasi zvishoma iye achisumudzira gumbo zvishoma achiunza chiuno chake mberi akazerera mudhuri negotsi akaita bow shape. Pandakangowana nzira ndakatanga kudzonyongodza poto nekuikurunga ndichienda mukati. Juliie aiita kushaya pekubata. Takatamba takamira kudaro ndichikururnga chete kugumha nekukododzvora kumakona makona esikarudzi yake.


 Ndakaroveva bhora mberi ndikapedzisira ndaita zvekunamirwa nemwanasikana apa amira negumbo rimwechete rimwe rakati koche pachiuno changu. Ndakakoira in circles nekubaya baya pakati chipedza mabiri nechivhundutsa chibereko. Ndakanzwa oda kugwanha gwinaha ndikavhomora ndikamutendeutsa ndikati mabvi nemagokora pasi, pachi madzibaba. In ndiri kumashure kwake. 


 Ndakapfugamwawo ndischisveverera nekukusvaga musuwo wepoto. Anzwa ndichnonoka akabata dickson achimunangisa pahasha. Ndakapfugama kudaro ndairova poto iye achirova chikapa nekuimbirira achimbochemerera nekundikuza kuti ndichinyatso famba ne bhora. 


 Ndakamutsikirira mapendeketa ndechidzokera kumashure balancing by my toes like I was doing press ups on her shoulders. I opened my legs apart apa Dickson ari mudumbu chaimo. Iye akati aaita rekundiramwira mukotamiro wacho. With all my strength I was pumping her right past the g spot kuenda .

She screamed and yelled achiita seachazvidambura vhudzi nekuridhonza kwaaiita. Apa aisakoira chinhu nekuti kupomba kwandaiita hakuna mukare akambokuona. Kana tsikombi iripaduri haisvike pakadaro. Mukadzi mukadzi chokwadi ndosaka akasikwa nembabvu dzakawanda kudarika dzemurume. Paifanira kufa munhu apa.


 Akazuzuma ini ndainge ndaita kuruma malips ose kukoka simba. Akazhamba mukadzi mukuru zvekuti kana NaBee ndakanzwa akasheedzera kuti “Dzindi chenjera ngozi iwe!!! Jullie unotambirei nemadhadha iwe unemusoro wesadza?” Ndakamboda kuseka but it was not the time. Mhere yawedzera muviri wake wese wozunguzika sesvikiro rapoterwa, mavalve ese akasununguka because ndaingonzwa bhuu!! buuu!! pwete !! pwete!! ndikati nhasi pachamama munhu pano.

Neniwo I had lost control of my body, Kana masiriri aiita kunge bere raona chitunha chedhongi. The velocity was just excessive as dickson meandered in the pot. yandaikoira nayo it was terrible, sometime human bodies can be violent. The cumming from both sides was nothing else but body violence. She squirted like every water in her body was finished. And I poured my sperms right inside her.


 After that we showered and kissed she told me that kunyangwe akazoroorwa she would not forget this day, Zvikanzi muri mufundisi zvedii. They had organized for a baraai kwaMereki, Saka anga ati andibvise huruturu tisati taenda. Because chances were aigona kuzongodya mutuvi mashoronga neruomba zvadyiwa nevakachenjera. 


 Ndakamutarisa ndokumukisa tichibuda mubathroom. Iye achinanga kwake in ndichinagawo kwangu. Bee was standing by the door, This is sexual harassment guyz, I will report you to police, saka ini ndokwirwawo nani since I don’t have a boyfriend? Mufundisi Dzindi one round zvayo amana! Ndakatotota kare ini” 


 Akadaro achindichonya. Ndikaziva kuti Jullie hapana chaaiziva kuti chatsva mambakwedza. “Enda kunew start and I will allow him to sort you out, Wanzwa ndichichema ukafunga kuti ndinoyema? He is oversized shamwari” NdiJullie aipindura atove mumba make, ini ndakangopinda mangu nekuvhara door. Ndaingovanzwa vachitaura but ndaisanzwa zvavaitaura. Ndakatanga kugaya kuti apa ndazopinda ma1 manje apa.

Vamwe vanhu vamunoona vakadzikama muchifunga kuti vanhu kwavo inyaya yekuti environment inenge yakasupresser behavior yavo. Here I am talking of two university graguate vanema masters mumwe in banking and finance, mumwe hanzi political science chii chii weee varikuronga kuita threesome nababa vakuru vanotorekedzwawo mumabasa nemucommunity… Panaga atomira kuipa apa…

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *