Sunday 17 January 2016

Dzawira Mutswanda – Akanga Achangobva KuSudan Julie Part 7

Ndakapinda muroom mangu ndikavhara door ndichimbozorora, chiholiday change chauya kushata ichi, kundipedza nhafu dzose kuti tsvai, saka kana Jullie achiti kuna Bee enda kuNew start saka hapana rudo apa nhai? Kungonakirana zvobva zvapfuura zvakadaro hanti? Because women ndovaziva vari varidzi veshanje. Apa mahure akanga asangana ega ega apa, kana naBee munhu wandaiziva se introvate, apa zvanga avauya sei? When did she become loose like this? And apa zvaireva kuti Havana kuzvitangira pandiri zvinhu izvi, Umm hapana kumira mushe apa.

Hongu zveHIV and AIDS tainge tatestwa but ko kana vaive nezvirwere zvepabonde? Ivo vana syphilis, nezvimwe zvisiri visible ndikabatwa sick ndaizonyariraa payi ini? Ndiri dzindipafaure mbutu but apa ndakupinda nemwenje mudziva apa. Slow down Dzindi warvets ahead! Aah ini regai ndirare zvangu because muviri wangu chaiwo wange waneta.

Bonde haridi pikerere naro, because they say it good and health to have it, but excessive rounds become poisonous. Ndakatsivama zvangu pabed kwakupedzisira ndabatwa nehope. Kana bonde racho ropedzisira raakusvota kuti every three hours bonde, three hours bonde. I was feeling guilty of abusing my body, and ruining the future of these two ladies, because nezvandaivaita izvi hapana pavaimbozogutsikana mudzimba dzavo kana vakaroorwa. Ndainge ndirikugadzira a very dangerous misle raigona kuzoparadza varume vakati wandei.

Pandakazopepuka dzainge dzave kuma12 noon. Apa nzara yanga yandikwatura too bad. Ndakarova kwashiorkor diet, pamba panga pakati zii sekuti hapana vanhu. Ndakamuka ndokunyahwaira kudongorera mumba maBee kuona akaita kufa zvake nehope apa karara nedumbu ari in her chocolate brown birth suit.

Bee ane full figured body yekuti kana bofu rume chairo rikango feeler chete panoita nyaya. Haa chomborume hachigute ndapota hangu. Ndaknzwa yatanga gwi gwi gwi ndikati kweteka bamboo, I had to control myself otherwise I would end up being an addictee. Ndikanyahwaira kudongorera mumba maJulie, There she was flat dead asleep. Nechemoyo ndakakahadzika kuti ndini ndararisa vanhu here kana kuti pane yandange ndarongerwa.

Ndakambobuda zvangu panze ndotora chigubhu chaive panze  ndikanogara pasi pemukotopeya ndichitsvaga fresh air. Ndakagara zvangu ndichiona vanhu vaipfuura nenzira. Nguva nguva ndakanzwa vakadzi vakutaura mumba ndikaziva kuti kwamukiwa. Ndakatanga kufungisisa kwazvo kuti apa kana kukanzi mumwe wevanhu ava aita mimba ndaigona kuroora here? Because zvakangonaka nguva dzose kuti kana uchiva involved in such relationships, ita nemunhu wekuti if the shit hitsw the roof, you will be responsible. 

Vakawanda varume nevakadzi vakapinda muma situations avari kuita regret nanhasi and ndozvinoita mamrried couples vahure izvozvo zvekutamba nevanhu vasiri class yako. Unonzwa munhu achiti I dont know what happened kuti ndimuroore, or ndiroorwe naye, but the bottom line is watopinda. Saka munhu anozopedzera frustration yake in extra marital relationships with people vaanofunga kuti they are the right people.

Chokwadi Jullie aive akanaka kwazvo asi dambudziko rake raive rekuti aive asingabike, kuwacha aitomirira vaya vanamai vanofamba vaichitsvaga basa ndovaaipa dutu rewasheni. Ukatooona  owacha arikuwacha tunduhwe twake twemukati. Dzimwe mbatya dzake aiendesa kudry clean. Saka ndaizobikirwa nani kana kurikuti ndaroora Jullie? Ko mbatya dzangu dzaizowachwa nani kana kurikuti ndaroora mhenya iyi? Saka zvaairamba kuenda kumusha kwavo chaiko kuzoti kwangu aienda here? Hongu mari aive nayo asi ndeyake haisi yangu. Her maintenance was too expensive, I was biting more than what I can chew.

Bee, more or less the same, vose vaiva zvidhakwa, ini kana kunhuwidza doro ndaisanhuwidza, saka ndaizomusiisa hwahwa akabvuma here? Hanti anongoti waizviziva kuti ndinorova mareds ne wine saka wakandiroorerei? Ndaizomuti kudii? Saka nyaya yanga iri apa kwaingova kutandadzana chete zvepaholiday but I had to be more careful because the two were desperate ladies, however, The other heart  was glued to Jullie, at the same time I could not resist the robustness of Bee`s body. Bee aive akaumbwa muumbirwo wemunhukadzi chaiye. Kastatement kanombozotaurwa nevakadzi kekuti varume havazivi zvavanoda kanenge kechokwadi kaye.

Aah zvamunoona munhu unongopinda busy mubrain  nezvinhu zvisina basa. Vasikana vakazobuda panze vachiti vainge varonga kuti timbosvika paMereki kunogocha gocha asi Bee aida kumbopinda nemutown kwadoctor wake for proof screening of HIV and AIDS. Hoo saka vakadzi ava vaitova serious nenyaya yethreesome nhai. Apa panga pakasangana mhombwe nhatu. Ndirichiremba webonde, but zvekurara nevakadzi vaviri nguva imwechete wavhomora umu wanyika umu kufumura bonde. Should I be involved in this shit?

Takapinda mutown ndikanopinda na Bee as a couple kwa private doctor. In twenty minutes tanga tapedzerwa akabva abuda akaita kundikochekera ruoko takananga kumota. Ini ndakavaudza kuti  was not interested in their threesome thing. And I regretted whatever I had done on them semunhu mukuru ndaifanira kunge ndakazvibata, but too much excitement had led us into this. Ndichiedza kumubhohwa Jullie ndakamuudza kuti naBee taiita bonde several times saka I would rather have them separately than at the same time. They were stunned by my words as I drove towards kwaMereki.


They argued their hearts out for justification of their actions, saying they just need to have holiday fun by having something different and unique. Kana vaya varume vanoda zvebarika ndovakadzi vekuroora ava vasina shanje, vainzwisisa kuti hanzi vanezvese zvavangada muupenyu, hanzi whats the use of committing my life to someone anozondishungururdza nekundiita chikorobho, better kungoita bonde pandinenge ndichirida then kana ndikada mwana ndongoita but still enjoy life as a single person.  We want our freedom, we want our peace and joy sezvatiri kuita izvi, 

You cannot do this if you are married. So At the end of the day we all agreed kuti it was a no strings attached  event, but Jullie was even more determined to put a rope on my neck. Zvandainyatsonzwa from the conversation. I was not interested anyway, moyo wangu wanga wakuenda uchisviba, hanzi nevakuru mhuka haidzeyeri payafurira.  Ndaida zvkuvadambura  one on one.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *