Friday 22 January 2016

Varume Nevakadzi Nzwisai Nyaya Iyi

Mufundisi Dzindi kana vachinyora mashot stories anema intimacy scenes haikona kungomisa zvombo zvenyu nekufasa scope musina chamurikudzidza.

What I am trying to do is to take you to the practical scene ndichikuonesa zvinoda muviri wemukadzi nemukadzi ndichikuendesa pascene ndichikuonesa what is expected from you by your man.

Manje imi mongoverenga makaisa maoko mubhurukwa chamurikudzidza hapana.Murikuramba muchingodzokorora same mistakes pabonde as a result mumwe wako anopedzisira afinhwa newe because you are useless. Ukuti mufundisi dzindi mati chii? Ndati uri useless kana uchingodzokorora kuita masame mistakes in your marriage or relationship whatever you call it.

Pamwe pacho mungati Mufundisi Dzindi vanotaurisa but varume mukadzi haajambirwe kunge bhasikoro kana makuita bonde. Muviri wemukadzi wakafanana ne engine yemotikari. Engine yemota inoda nguva yekukwidza oil, nguva yekudziya then kana yakufamba haingotangire mu100km/hr. The speed increases gradually kusvika yakucruiser.

Ndozvakaita mukadzi anoda kuprimiwa. womuisa mumood womurevha neromance. Romance haisi yekubata munhu chete kwete, mashoko anoromancer mukadzi akatota madhoiri akazvimba kunge tunyanga twechemera nekuudzwa mashoko anomahanyisa ropa nekumuvhiringidza brain chete.

Mukadzi anogadzirwa musoro kushena shena kuti baba vandione iwe wacho you dont even appriciate kuti madam makachena, mukadzai wangu wakanaka. 

Akazoudzwa hake naboss wake kana colleague kana anyone waano interactor navo vasina kuomera nemashoko aenda mukadzi iyeye. 

Mufesi wangu dai kurikuti unombonzwa macomments anopihwa mukadzi wako nevamwe varumwe pavanosangana naye waisamubata junk zvaurikuita.

Kungozvibata chete kwaari kuita semunhu anoda imba yake thotherwise atori pademand somewhere. Mukadzi wako akanaka, ari sexy, but arikungozviudzwa nanamupfuuri nanzira, iwe uri mwii! Hameno hako you are digging your own grave my friend in kungokuudzawo sasahwira.

Kana waakuenda kubasa wosiya wamuti honey last night I gave you off but dont smile yet because tonight ndirikukutsemura nayo zvekuti uchati baba nemuridzo. Kungomukandawo tumasweet nothing so womusiya achisekerera nako kunopfura pfurawo so. Muswere wese anoswera achikufunga.

Mukadzi anoswera muswere wese achigaya kuti nhasi nababa vaya ndochiona zvangu. Akafunga mamwe maepisode awakambomurova nayo paunosvika kumba after work unowana munhu asina bhurukwa akakumirira ari chakwata kutota.

Mumba menyu makaita problem yekuti makaita abandon madpouse roles aenyu mukazviita elavate kuzviita maeximiners, you are always searching for mistakes and weaknesses of your spouse. He haugoni ichi hee apa wazodai muchingomakana. Ko muchadanana nguvai manje? Kubvunzawo hangu semufundisi.

Ndozvandionedza kukuonesai izvozvo manje imi murimadhanda heads, haa munobhohwa mhani kana vakadzi vacho same same chimwe chinongosvika kurara manhede kunge danda remupopo rakaora chakati shadabu makumbo, ndochii ichocho?

Ndozvandinokudzidzisai here izvozvo. Mufundisi Dzindi vanodzidzisa kuti murume anobatwawo so so so, chikapa chengwena, cherusero, chikopokopo only to cite but a few. zvose izvozvo hapanawo chawakabata kana chimwe? chaunogona kungotyper next!! Ipapa wambodzidzei?

Ko kungozunungutsawo ushe hwekunze hwahwakapihwa uhwo, gumbo ngarivhurwe iwe!! wakauya kuzovhura gumbo chikumba chichitsondokotwa. Ndati ndikuyeuchidze pamwe wakanganwa.

Ndosaka muchizokundwa nanasisi vemuma sendiraini because akabata chombo chababa kana face yake inochinja kuti bhaa nemufaro achiisekerera kunge aona chikafu chaanofarira. Anoit kudonha rusiriri zvekuti kunyangwe arikubatwa wacho anonzwa manyukunyuku. Anoshiringinya kushaya zvekuita kukufarira chombo chababa. Kana voridza ngoma even vari weak anovakuza zvekuti vanopedzisira vave mbada yabvutirwa handa. Iwe ndopaunenge uchingoti chipedzai, hamusati maapedza ndoda kurara ini. Apa wakangoti tasa no action...

Bonde ndochoga chinhu chawaishaya kumba kwenyu chawakavinga kumurume because everything you parents would provide, but not chombo. but ndochowofinyamira kumeso kunge munhu arikuona chidembo. Iwe!! Undikwanire wanzwa?

Tamba nechombo chababa uchichitekenyedza kusvika chatsamwa kana naivo unonzwa vakuita kakuhumana so woziva kuti wagona and ibasa rako kuchiratidza nzira yekubasa kwacho wakanyatsoteya, kwete kuti inosvuuka musoro nekubondera bondera mumatama aro

Kana varivaya vanosangana nemacondom nekuda kwezvikonzero vakasiyana siyana chokwadi murume angapfeka condom iwe uripo? Saka chunozomupfekedzawo chii?

Ndoda shamwari dzakangwarira bonde mhani.
Mufundisi Dzindi vanoti hakuna chombo chidiki kana chikuru size does not matter, what matters is how its used. Kuchecheudzwa kana kusachecheudzwa ipfungwa dzako chete. Mashot base ndoatori dangerous manje if you did not know, inonzi pain free 200% pleasure kana yashandiswa nemazvo.

Bvisa pfungwa dzekuda kutsvaga justification yekuhura hanzi hee murume wangu haana kuchexheudzwa, hee anekadora. kadora ikako kakashandiswa mushandisirwe wako vanematanda vanosara pasi. zVino statistics zvadziri kuti 50% yevarume nengo dzavo dzakareba 12cm zvichidzika kana dzakamira, 35% dzakareba 15cm zvichidzika, 5% DZAKAREBA 20CM zvichidzika and 10% above cm. Sakachitiudzai kuti zvofambiswa sei?

Sei stick ye matches ichikwenya nzeve yose kusvika yanyarara kuvava nemukuriro wakaita nzeve? Ko sei nemugoti umwechete poto imwe chete moto umwecheto mumwe anobika shambakodzi ichiibva, umwe achibika mbodza?

Iwe ukwane gutsikana nezvazawakapihwa uchaona kuti kanonaka sei kadora ikako. Musi wakachabatwa namarwei akakatambisa mushe murume akaenda uchazoona kuti aneganda anenyama wakuita nechisex dil doll. mabipiri uchiita ekurota semhandara.

Start afresh kuverenga nyaya dzebonde namufundisi dzindi reflecting the contextual meaning and correct yourself. kwete kungoti tadzidzei tadzidzei. Dzidza kuti bonde ndomusimboti wemba, uye rinoitwa sei. The more you inmate with your spouse the more you become too close.

Imi varume ndikanzwa anoshoora mukadzi wake kugirlfriend tichanetsana, Hee mukadzi wangu haanaki, hee haagezi, hee akashata, haanditereri, anenharo pano nepano ndomasasi evarume vakapusa iwayo, tsve zvekukwira zvawafambira take take nezvnhu zvisan brain. Navamuhure vacho vanongotiwo inga vakadzi tiri munhamo vachinyepera kuteerera pedzezvo vokukumbira mari yerent vamwe vosara vachirirova zvavo vasina nhoroondo.

I we ndiwe wakashata , nidwe tsvina yemunhu, ndiwe usinganaki because you dont know how to turn on your wife. Mumba kana mukaita heater asi if people in the house lack the knowledge of how to turn on the heat vanhu vanofa nechando iripo magetsi aripo. Your wife is very sexy and hot my friend but iwewe manje ndiwe marara emunhu.

What a stupid man you are? iwe unganyeya mukadzi wako nepfambi? Kutonzwisa tsitsi nekurerekera musoro uchitaura nonsense dzakadaro?

Hausi shamwari yamufundisi dzindi kana uchidaro. Kana wasvotwa huya kuno ndikurove futi nonsense yemunhu. Haa wandibhohwa mhani tseki!!

Respect your wife wanzwa, Mould her to be a person you want her to be. And you will be a gentleman for that, even God will bless a man who respects his wife.

Nemi vakadzi kana muchiudzwa haikona nharo, uchirembedza mazamo kunge nguruve irikuyamwisa kudaro, kupfeka unongokanda mbatya paviri dznenge dzekukumurirwa. woita kunge chembere inobva kumajuru.  

Shape up your body hee!! Rudo moto runokuchichidzirwa wee, unotemba nering? ring? chii chinonzi ring? uchapihwa bonde nering iyoyo, you will keep the ring and the marriage certificate whilst a clever wwoman will keep and abuse your man and wealth iwe uchitamba nhamo.

Kana asakara nemukondombera oitwa offload kuchipinda varifressh iwe wonzi huya utore tsvina dzako idzi wotora wopihwa mukondombera futi womupepa kusvika afa iwe wozofawo futi.


Enda unogeza uko!! Geza mhani iwe fotseki!!! ndiani akambofa nekugeza nekupfeka zvakachena? Hausaupporteki nhai?

Basa kutenderera nemaporofita uchitsvaga mvura dzemuteuro hanzi murume haasi kugara mumba.

Mukadzi asingagezi akaita kunge ruzhowa rweminzwa, mukadzi chaapa akafanana nechidembo.

Kana akatoita muzvere, ooh maiwe zvangu, mapumper anoita 2 days riri
umba mubedroom munoita kunge makifira chimwe chinhu and you still want him to sleep in that room?

Noways, kune tumaba tudiki asi twakashambidzikia madzimaiwe, kwaanorarirwa pachipfuva usiku hese achifema mweya wakanaka.

Ukatonzwa maita smell ndiro rakweswa nababa rikabvuma kuti haa yaa mukanya makaoma robva rati kamweya kusee!!

Munonditsamwisa mhani, Mwari anovenga kurambana. Onani akafa mubhaibheri nenyaya yekurasira mbeu pasi achiramba kuitira mukoma wake mwana.

Murume ukaenda kusmall house ndokurasira mbeu pasi kwacho ikoko. Ukahura you are throwing the seed away and surely God will punish you for that.
Nhasi manditsamwisa mhani kana Dzawira mutswanda hakuna toonana mangwana.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *