Wednesday 3 February 2016

Dzawira Mutswanda - Akanga Achangobva kuSudan Julie [Chapter 15]

Ndakazotendwa nekudembeterwa mutupo achiombera maoko akapfugama ndakangonzwawo manyukunyuku so. Chikoro zvacho nebasa rakanaka but kwaakabva akarairwa mwana uyu, akabikwa akaibva munhu uyu, kana arimadzitete ake kana mai vacho kubva vakanyatsotora nguva yavo.


Mazuvaano mukadzi anoomberera bonde achawanikwepi? Ukatongonzi “thanks” aah waita manza kwazvo. Respect yacho ndaipihwa chinzvimbo chababa chaicho, ndega ndakatanga kufunga kuti if I miss this one, then never in my life time will I be married. Pa12hrs dzandakanga ndaswera naye idzodzo anga akwanisa kubata ma sensitive parts of my life. Plus I think she deliberately loosened up to me kuti nedite nzwira pamuviri tsvimbo yarova dapi, because she was still intact mhani. Achawanikwa here mukadzi akadai? Hanzi ngwena haidye chebamba! Chayo chinoza neronga. Ndokunonga haka uku.
Dzawira Mutswanda
“Mukanya mukai tidye supper, ndakavhunduka kubva kuhope ndichiona Florence akapfuga paside pebed. Ndakanyarira ndichimuka achindibata ruoko tichinanaidzana toenda kusitting room . Tagara akatora dish nemvura yaiva mukajug akungigezesa maoko. Mvura yaidziya iyoyo, ndapedza kugeza ndakapukutwa maoko nekadish towel.

Akatora plate yainge inechikafu aitoda zvekundidyisa sadza racho ndikazomukumbira kuti ofcourse I would like to but it was too much. Saka takazodya zvedu tose muplate imwe chete, tiripakati pekudya she was telling me how she had enjoyed her day in the company of my sister. They had discussed a lot of issues.

Ndakambomugurisira ndichimubvunza kuti pane zvavaive vamuudza nezvangu asi akaruma ruma mukanwa akasandipa mhinduro yakakwana. Akazongoti she was just priming her about how we grew up and how I used to protect her from the other brothers who wanted kumudvinyirira nekuti musikana and blabla you know the women stuff and she laughed it off

Takazotaura zvedu ma this and that, ko pekutandadza madzimai ndopatinodanwa tichidairazve isu vanamufundisi Dzindi, ndichimuudza dzvetera matadza dovi rechinanzvirwa. Wanikwe mai yotadza kana kumedza chikafu nekunyaririra. Yakungoti Dzindi stop flattering me babe. Dzindi stop it kani daddy!!. Akapedzisira andibata muromo sekusada kunzwa zvandaitaura, hanzi ndopedzisira ndakunyara ini.

Tapedza kudya ndakagezeswa maoko ndikapukutwa achishenaira kunotora desert yefruit salad yanga yakaiswa tuice cream nekapierce kecake. Apo ndopandakazodyiswa manje ipapo ndichipakwa nekaspoon kunge kamwana. She did everything with much attention, passion and shown much commitment. Florence akamhanya mhanya akamira mira kunge mweya wetsvina pamurwere zvekuti ndega ndakabwaira bwaira ndikati nechemumoyo apa ndawira mumusungo apa.

She made me feel so relaxed and feeling at home sababa. Heya ndaitovawo munhu akakosha zvakadai zvekuti CEO wecompany angarovera mabvi ake pasi kugwadamirawo ini zvangu mupurwa anoswera achimhanya nemacardboxes emadeliveries mutown. Kana ndapedza basa ndoparker mota yecompany ndopinda mucombi ndini uyo kumacombi kuZIMRE park kwandairoja one room yangu. Ndakanga ndagraduater kubva kumabvuku mwedzi mishoma shoma yapfuura after maita scandal yaex mai masunda.

Florence aiita kushaya pekubata neni. Akandigarira pagumbo ombonditsvoda osimuka ambogeza maplates two minutes adzoka tombotaura taura nyaya. Ndaiti ndichimuona arimukitchen akamira pasink ndainetseka kuti a woman of her status anotomira mirawo mukitchen kutobikawo sadza rakaibva rakanyatsonzwa mugoti? Dai ndakangosvika rabikwa ndairamba kuti ndiye abika, above all, the humbleness was just out of this world.

Izvi zvakandishamisa kutaura chokwadi. Her three roomed house was so tide zvekuti waifunga kuti munemusikana webasa but musikana aizouya kana mwana adzoka kuholiday for now she was doing everything alone. Airatidza kuti nungo dzakanga dzisina pekugara in her life.

Mai nababa vakarera munhu akadai vakazvigona sei chaizvo. Kashoma mukadzi akadzidza zvekuva nemasters, hanzi ne PHD wee kudiiko, hameno kuti ndochii ichocho, agova so humble and generous sezvaaiita izvi. Vamwe vakadzi vanosvika pakuwachirwa nenduwe nenduwe nemusikana webasa. Kana vari vakaita kunge vanaJullie potsepotse unogona kuwana mugoti uripamubhedha ugoshaya kuziva kuti wanga uchibika chii ipapa. Kana kuona ka g string kari mumapoto ugoshaya kuziva kuti zvirikumbofamba sei

Munhu akarongeka haabvunzwi ungoona wega kuti paita zvemunhu akarongeka apa. Ndirikumuyeva kudaro ndakarangarira kuti bonde rinoda kupota richiitwa dzimwe nzvimbo dziri unique dzinounza mamemories everytime.

Semukitchen maaive imomo ndaifanira kumbomupa imwe round yaaizorangarira kuti pano pakorohwa chinu chikanhuwa pano. Ndaksimuka ndonyahwaira kunotora macondom kuisa muhomwe ndokuenda kukitchena kwaaive ndichiita wekunyangira kunge ndaida kubata nhobwa.

END OF SEASON 1

Dzawira Mutswanda Season 2 Coming soon!!
Hope you learnt something !!! Your feedback trough comments is very important to me.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *