Saturday 14 May 2016

Zvidzidzo Zvebonde Series – Kukura Kwenhengo Yemurume Kune Zvakunobatsira Here?

KUKURA KWENHENGO YAKO KUNE ZVAKUNOBATSIRA HERE KANA KUTADZISA KUGUTSA MUKADZI? 

 
Naizvozvo varume musatange nekushandira kuti nhengo ngaikure. Chekutanga ndechekushandira kuti igone kumira kwenguva refu uye yakati twii. Nhamo yenyu ndeyekuona ma porno too much pa internet. 

Hamuzivi kuti mablue movies its business, uye most of the content yeipapo its artificial, and hazvisizvo zvinotarisirwa nemadzimai mumba. Zvinhu zvepama porno films hazvina yatinoti "emotional attachment".

Sviro yechihure haimbofa yakanaka kudarika sviro yevanodanana. Panerudo pane emotional attachment, and kunakirana kwacho hakuna basa nesize yenhengo yemurume.
Basa remudzimai pabonde rakapfava chaizvo kudarika varume. Nhamo yemurume ndeyekuti kana yake isina kumira hapana kufadza mudzimai. Asi munhukadzi anogona kuita basa rake, uye kufadza murume pese pese.

Chake kudzidzira chikapa, mastaira nezvimwe zvima spices zvinodiwa pabonde. Kabatiro kaanoita murume, kapindiro kanoita murume maari, nekakuisvisvina nekuisveta nebeche kaanoita. Izvi zvichazotaurwa munechimwe chikamu kana taakubata nyaya yekuputitsa pfungwa dzemurume nekunakirwa pabonde. Kukura kana Huduku hwenhengo handiko kufadza mukadzi.

Kana muchida kunyatsoona kuti size yenhengo haina basa, onai vakadzi vanoita bonyora vaye, anoita bonyora achifunga munhu waanonyatsoda chaizvo, waakamboita emotional sex naye, ipapo unonzwa mukadzi achiputika kutunga achizvikwiza kahibhinzi nekachigunwe chete. Sakai kana mukadzi achitundiswa nekamunwe kemunongedzo kuzoti iwe nenhengo yako ungazvitadza sei?

Ngatisanganeyi Muchikamu Chinotevera.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *