Thursday 30 June 2016

Love In The Desert- Part 2

Mabikwa ekuneta kwe long journey ese akapera vasekuru vakuda kupoya mubhurukwa, imi sometimes I wonder kuti mboro haina maziso here. Sekai is so sexy, ndovaya vakadzi chaivo chaivo vaitaurwa namudhara matavire kuti dzvetera matadza dovi rechinanzvirwa, chidokohori mushonga wemavende. Kachinazvi nanzvi rute rweanodya uchi.

I realized that she was a strong and honest character. Ukaona mukadzi anokwanisa kukutarisa more than one minute straight in your eyes achitaura akakutarisa mumaziso ziva kuti ndiwe wega panguva yacho, uye anokuda nemoyo wake wose. Tsotsi rechimoko harikutarisa mumaziso, hazviite mhani imi, guilty conscience dzinomuita anyare otizisa tizisa nekuvazvura vazvura maziso sesvorera.

Ndakamuudza kuti I wanted to take a bath akati it was fyn akanditarisa mumaziso and maziso ake I could read kuti they were suggesting something else.

Ndakamubata bendekete ndikati you are an angel my girl! Ndikamukisser pahuro, she did not reply but came closer akanditarisa mumaziso chaimo mboni to mboni zvikanzi; for the first time in my life I am feeling so honored by a man! I always thought all man a bustards, from my past experience with men, I was convinced that varume vese zvavo munyika muno imbwa and are the same, but you proved to me that you are unique, travelling from Zimbabwe, no any other business kungozoona iniwo zvangu? My king! Thank you for coming daddy!

Panekuvharwa nemasweet nothings kozoita mashoko aunonyatsonzwa kuti arikubva pakadzika dzika, pamwongo pemoyo, achisvikosiya a footprint on your heart as well. She was so warm and open zvekuti ndaiita sendakatanga kuonana naye kare kwazvo.

Takasikizana sikizana kupanana hug, takungoita what? Nothing! What? Nothing! Zvamunoona rudo runombopusisa kana kuita vanhu vakuru vaite behavior yepwere chaidzo. We were not sure kuti todii tichingo nyemwererana zvakaperera, aiita achikanda ziso pamboro yanga yadindikira mutarauzi ini ndakaona kuti ainge odedera kunge abatwa nechando mune iyo nyika yaipisa ikadero, dzamara aah dhumaa.

She was so soft, ndoreva kupfava kweganda zvose nekuregedzeka kwenyama, she was so relaxed and flexible. She was like a fresh apple, chitubu chemvura mugwengwa rekalahari.

Dai Chopa achiri mupenyu aimbondirovera

Beyond those deserts of Kalahari...

There is an oasis in the desert town

Sekai Sekai Sekai

She is an agel flying low in the desert…

Tichirova kajaiv kaya kaya kekusvetukira takaisa tuma mango cellphone pabhande apa. Munozviziva here imi? Manga makura here paya?

Two confused adults staring at each other, in each other`s arms, sure of what they wanted to do but not sure of the would be response from the other partner.

Asi vanhu vakuru vanomboitawo kunge pwere futi nhai? What was interesting was that hapana aigona kudzora tsvimbo or to change situation. Ndakanga ndatotanga hunhubu hwangu, hwandakapihwirwa zita rekuti rekuti Dzindi. Handisi mufundisi wechurch baa, ndirimufundisi werudo, romance nekukwira mukadzi.

Kwekubata nekutamba nemuviri wemukadzi ndokwatinodanwa tichiti present mhanduwe. Chirebvu chake pabendekete rangu, changu pabendekete rake, maoko angu kumusana kwake ndichimuuyisa kwandiri sekuru, ndopanemagic dzemamascular arms apa, grip, mukadzi akanzwa grip anonzwa manyuku nyuku. Vakadzi vazhinji vanotarisira kutangwa kubatwa maboobs, but ini handidaro, ndogara ndichiudza machinda kuti kana wakubata mukadzi don`t do the usual kuti anotoziva kuti ikozvino aakudai, apa akuzoita so.

Bodo hazvinzarwo vazukuru, suprises, suprises vakadzi vanoda masuprises. Pamwe pacho anotozopepuka kuti ndatokwirwaka ini? Yatomwa kare akutotunda. Ndokuti murume ikoko, kwete kupa mukadzi an upportunity to resist you, mukadzi haakumbirwe beche, uye haarambe naro.

Ukanzwa mukadzi achiti hee I am not in the mood, hee what what, hee tired kubasa chii chii.. blab la bla panenge pane zvausiri kuita mushe. Actualy unge uchimuita turn off instead yekumuita turn on.

Be man enough ugare naye pasi unyamubvunza kuti mhosho dzako ndedzipi, uye be open nayae uchimuvimbisa kuti kana akuudza chokwadi unozogadzirisa zvaurikukanganisa pabonde. And be honest my man, uchaoona kuti hakuna mukadzi anoramba bonde munyika muno. Vese vanoti varume imbwa dzevanhu inyaya yekusangana nevarume vanokanganisa bonde. Vakabatwa nevakapinda nepadare pamufundisi Dzindi they will always respect men.

Akazongonzwa magaro ake azara mumaoko angu ndichiaagranya granya mwana wamudhara. Ndakaazungunutsa ndichi squizer zvinongoitwa mazamo izvozviya, panobatana chidya negaro panekamutsetse kaye kanozono svika mukati uko. Nyama yegaro ake yaive soft ndainzwa husoft hwayo irimudress, iri sensitive mhani imi ndakanzwa mukadzi mukuru aita stand still ndichingonzwa hana yake chete kuti vhuu vhuu vhuu. Achivhundukira vhundukira so. Vaya vakakura vari nhubu seni vanoziva kainstant uncontrollable hive kanoitwa nemusikana kana ukamubvuta zamo.

Zviya zvekuchikoro zvekuti unobvuta zamo wobva wati speed iye in hot persuit muchienda kusina vanhu, mukangoti pote neblock wobva wamira achisvika wotanga kuabata rough iye achingoti “Haa iwe mhani… haa iwe mhani..’’ Umm but takamboabata vakomana heyi mboro yangu yanga yaakutomira ndafunga zamo rekamwe kamusikana soo

Ndakatamba nawo zvakare ndichipfanya nekupuruzira takamira kudaro ndikanzwa musikana achiedza kuvharidzira kakugomera achisquizer nekutenser muviri wese ndikaziva kuti ndarova taget now I can move forward. Maoko akafamba nezviiboda, skilfully kunge ndaitsvaga tsono mujecha reKalahari, ukaita dzungu inokubaya, or unoifutsira zvachose, ndikanzwa makumbo achivhurwa mbijana mbijana to give way maoko aDzindi aite basa.

Idzi inzvimbo dzisingawanirwe nguva nevarume vakawanda nekuti vanomahanyira zviri obvious. Manje ini ndingabve Dzimbahwe kuuya kuzoita zviri obvious ini aah amaya .

Ndakadzika ndichisvotoka mumaoko ake huma yangu ichipedzisira yave pazasi peguvhu rake muromo pabeche pake chaipo maoko ari kuseri manje ndakufeeler tsapfu dzainge dzakanyatsoregedzera uye ganda rakapafava kunge dako rekacheche rinozorwa Johnson and Johnson baby oil, ndodzoka ndichikwira zvakare nepandabva napo this time ndainge ndaakukwira ndiri panyama chete ndaisimuka nedress richikwidzwa nemaoko.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *