Monday 20 June 2016

Zuva Randisingakanwi - Bonde Nabank Manager! (Part 1)

Taigara hedu mu Waterfalls ini na baba shingi, ini ndiri mukadzi ane makore 27 and murume wangu ane 35 uye tine mwana mumwe achangotanga grade 1.

Baba vekwangu ndichama chama muneimwe kambani muno muharare, vanobuda runyanhiriri vachidzoka zvakare vhenhekera tsvimborume yanyura.

Baba Havana nguva neni, uye havandipe bonde, pose pavanouya vanenge vachingoti pamunhondo paumsasa. Hee I am tired my lovely wife, hee cant we do it some other time, her this and that, apa ini ndinenge ndakaita kudhakwa nezemo, nhengokadzi yangu inoita kuzvimba kana yoda kumedza chiro, muviri wangu unoita kuvhuta vhuta nekuda bonde. Uyu Ndowainge wangova mugariro weshuro kushaya nyanga.

Ndaigona kudhonza vhiki mbiri, ndozongonzi kwaru kwaru zve2- 3 minutes vobva vati shoyoyo zvavo sabhuku vanenge vanopedza basa, hanzi atsunya arwa. Apa ndopandinenge ndaakuda kutanga kupinda mutravelling gear wotonzwa aah game over nehope one time. Ndakazenge zvino ndaakudzidzira bonyora kupedzisa rwendo rwunenge rwasara.
Zuva Randisingakanwi - Bonde Nabank Manager!

Zvakachizosvika pakuti kana netopo topo yacho pakange pasisina, asi kutsvaga mari here? Murume wangu ndiye muvhimi wemari hapana chandinoda chandinoshaya ini. Asi ndakazochikuvara nenyere too bad. Hapana chinorwadza sekufa nenyota makumbo ari mumvura vadikani. Pese pandaifamba ndaingofunga mboro chete. Ndichibika kana kutsvaira ndaitota beche rese ne supu yekuda kusvirwa, ndakapedzisira ndoti nyangwe ndikataura ne murume chero upi zvake beche rangu raizvimba nekubuda tumvura .

Semunhu anoita madhri emari ndakazoenda kubank kwangu ndichidawo mar yekuspinner pablack market, ndisu takatanga nayozve yema7% pablack market. Ndakasvikopira nyaya yangu kwapersonal banker uyo akabva andiita refer kuna bank manager.

Ndipo pandakasanga namanager uno murefu mu gaint uye ari mushava ndichibva ndazviti nechemumoyo, mnager ava vanotondisvira chete. Manager vakanditi vaisakwansa kundipa mari sezvo mitemo yenyika yakange yachnja uye RBZ yainge irikuongorora maaccounts evenhu zvemhando yepamusoro chaizvo.

Vakataura izvi vachtaridza kuva a very professional man, asi nechemumoyo mati maoneiko shewe? Muchandisvira, uye muchandipa mari yese irimuaccount mangu potse potse neoverdraft. Ndikabva ndademba demba navo ndikavati vakandiwanisa mari yandaida ndaivapa chose chavaida, apo vakaseka zvavo vachiti ndozozvikwanisa here zvavaida, ndakavati hapana chandaitadza uku ndichiva nyemwerera ne ziso resviro chairo ndipo pavakanditi ndidzoke mangwana acho

Mangwana acho ndakapfeka hangu mini yangu ndokubva ndarega kupfeka bhurugwa mukati semunhu aida kuteya shiri yake, ndakasvika pabank beche rese ranzwa nekutota apa ndaitya kuti kuti bank manager vaigona kuramba kundisvira akazota ma1 ndkabatwa necorrupton. But haa mwana wani iyeye? Ndakanoka mu office Mabank manager zvikanzi come in, pandakapinda ndavekuda kuvhara door ndakanyepera kudonhedza bank statement yandainge ndakabata ndichibva ndafongora ndakatarisa ku door ndichinhonga apa ndikati dako ndinaro mini yandaive ndakapfeka ndikafongora yaitoburitsa munotangira magaro chaimo.

Ndakasumuka hangu ndokunanga pachair ndichiti kuna manager, Good morning. Ha mhani shuva vanhu vechirume vari weak, ndakaona murume omedzera mate ndikati ndosvirwa chete nhasi. Takataura hedu asi manager ziso ravo rairamba riri pandiri, vakanditi vainge vanyora email kuheadoffice kwavo uye yainge isati yapindurwa saka ndaizouya masikati ndocheka ndikaona kuti bambo vaive voshaya kuti vonditanga sei saka vaida kundidzosa dzosa ndikati too late ndichibva ndakasimuka pachair ndokubva ndazvidonhedza pasi ndokubata gumbo apa ndichinyepera kuti gumbo rangu kamin skirt kakakwira kumusoro zvekuti manager pavakasimuka vachiti sorry meso avo akabva angoona beche rakanga ratoibva zvaro ramirira kupakurwa.

Vakasvikondibata mapendekete vachiedza kundisimudza vanike mboro yavo yakatomira zvayo yakutoda kutsemura trousers re suit yavo..

Tichaenderera mberi nenyaya iyi.

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *