Friday 21 October 2016

Action Non Stop - Not For The Faint Hearted (Part 1)

It was a year since my wife had insisted on hysterectomy, kubiswa chibereko, because aiti vana vakwana. Taive nevana vaviri asi ini ndaida 2 more. 


But nyaya yaka netsa ndika udzwa kuti 2 are enough and more so muviri wangu, hanzi don’t be in the stone age yaidzvanyirira vakadzi. In the end I let her do zvaaida, ko ndaiitawo sei? Initially zvakandirwadza but with time ihad come to accept it. Chawapiwa tenda!

One day I was cruising from kumusha in a hurry to get to town. It was late Saturday afternoon and I was on a mission. Ndaive ndapedza mazuva maviri ndiina sekuru nagogo tichifara hedu and they had given me mushonga wemusana. They had told me it would make me last longer in bed and recover quickly after ndatunda. Ndaida kuzviona izvozvo saka mota yakanga ichirohwa zvebasa kuti ndisvike kumba ndino rova ngoma kuna madam. Semunhu aive asisina chibereko pakanga pasisina zvekunzi ndiri kumwedzi. Ndairova chero pandada and iyewo was kinda feeling guilty over what she had done saka aindipa chero nguva. Ini hangu ndagara beche ndiko kudya kwangu saka kuzonzwa kuti ndakazenge ndokwanisa kurova damba refu pamadiro zvakandipa manyemwe. Ndaive ndotonzwa kunyerekedzwa kare, day dreaming whilst I was driving. Iwas already imagining mboro yangu yaka nyura yese ndichi svira zvangu.

I had a goofy smile on my face ndichi funga kusvira. Pfungwa dzangu were interrupted nefoni yakarira. Ndaka tarisa ndokuona inga ndimadam.

“Ndiri munzira izvozvi shamwari, asi wati ndarasika here?” ndaka daro kuna madam ndichi seka zvangu.
“Aiwa, ko munhu ungago rasika hako kumusha kwako here? Ndiri kuda favour shamwari, pfuurawoka nekuchikoro kwemunin’ina wangu umutore auye ndizo muonanwo. Ndataura nemurume wake akati it’s OK chero achizo kasika aenda kuBulawayo.” Mudzimai wangu aka taura zvaive afonera.


Varume ndakanzwa kusvotwa samare. Don’t get me wrong, I have no problem nehama dzemukadzi but mainini was one of a kind. Vaipinda imwe chechi isinganzwisisike zvokuti ini hapana chandainatsa mumeso mavo.

 Now imagine kuno vatora, it meant kuti mumugwagwa wese kubva kuchikoro kwavaiticha kumusha kwangu kusvika kuHarare ndainge ndichingo paridzirwa chete. Shoko harina kuipa asi rinodawo zvine mwero kwete kubva ranzi sika naro kunge ndiro roga.

Mudzimai wangu sensed my hesitation, she knew how much munin’ina wake rubbed me the wrong way. Last time paakauya kumba munin’ina wacho aive andirambidza kuona bhora zvese neTV or even listen to music, hanzi it’s satanic saka takanga tisinga wirirane manhingi. Ini handina kuzviteerera saka aka udza mukoma wake kuti ndiri nhubu. Panyo pake!

“Shamwari nditorerewo mwana waamai vangu, it’s been too long. I will talk to her kuti asa kunyaudze on the way. Please darling. Uka mutora I will do your special soon uchingo svika!” my wife akandinyengetedza.

Varume my special hapana imwe nyaya asi kuti bonde! And pabonde ipapo kuti izonzi special madam vandinwa mboro yangu chero pandada, the riskier the better. Madam wangu is naughty sometimes, she had sucked me one day vanhu veku vhechi kwake vari in the next room! Mumwe musi tashanyira shamwari yake, tigere patafura tava kudya, aka sveerera pasi petafura kwava kuburitsa mboro yangu ndokundi bonyora zvinyoro nyoro.

She loves torturing me. Her friend nearly caught on but my wife quickly distracted her but kwava kusiya mboro yangu panze. Veduwe! Anyway, I reluctantly agreed to go and fetch munin’ina wake, pfungwa dzese dzemushonga wemusana dzabuda mandiri.

Mainini had been married for 7 years now but pasina mbereko. I don’t know kuti ndiyani pakati pavo aive nedambudziko but I always thought it was the husband. He was weak mhani! Kikikiki. Anyway, chaka fukidza dzimba matenga, chero vakange vari kufara kumba kwavo.

I made a u-turn kuenda kuchikoro kuya. Ndaito buda from the main road ndopinda in a dust road, ndoyambuka kakova ndosvika pachikoro. Ndava pedyo nechikoro I saw mvura yamisa ndoku wedzera mafuta kuti isandidziirire. Kakova aka hakaitana kuzara and kane nharo kana kazara. Ndaka yambuka kaine mvura shoma yaierera. Ndaka svika pachikoro ndokubvunza imba yamainini. Ndagogodza pagonhi asi hapana aka daira.

Ndaka tenderera ndokunzwa munhu aigeza ndikaziva kuti ndivo. Mvura yakabva yatanga kunaya ndikati nhasi zvangu. Ndaka mira muberere memba and ivo vakabva vapedza kugeza ndokubuda.

Hana yangu yakarova ndichiona mainini zvavaive vaka pfeka. In her hurry to get out of the rain vakange vango monera Zambia ravo but in the hasty to rush mumba rakabva radonha. Nokuti vaive vaka bata sipo mumaoko and towel in the other vaka nonoka kuvhara and in that short time I had seen enough to tell me kuti mainini vaive vaka batana. Ivo she hadn’t seen me yet saka pavakazo simudza musoro vaka shaya pekupinda vachindiona. Vakangoti, “Ah babamukuru!” ndoku mhanya kupinda mumba. Veduwe! Mainini vatsvuku asi minyatso yandaive ndaona yakandi tenderedza pfungwa. Yaive yaka svibirira in direct contrast to her whole body. Iro zamu racho kana kuwa semunhu aive asati ave nemwana. Maziso aive aona beche zvakare, ko anotana here kumhanya? Mainini vaive nechoya chaka svibirira, I was used to mudzimai wangu anogera chose kusara ava nezuda kuzasi. Zvidya izvi varume ndaka rwera rute. Zviya zvekuti vanonetsa nechechi zvakange zvicha fungwa naani? Mboro yangu yakabva yatomira hayo! Ko ndiyo yadii veduwe iro ziso raona mudyandakasungwa uyu?

Ndaka tura befu and adjusted mboro yangu mubhurugwa. Ndaka dzungudza musoro trying to clear the images from my head. Mvura yakanga yowedzera kunaya and ndakabva ndafunga kakova kaye. Pandaive ndimire ndakanga ndonaiwa saka I shifted towards the door kwaive with a bit of cover. Ndaka daidzira kuna mainini kuti vakurumidze as I contemplated to run into my car. Mainini said something and neruzha rwemvura handina kunyatsonzwa. Ndakanzwa kunge vati come in but later in hindsight she had said coming! Saka ndaka vhura gonhi and rushed inside! Maiwe zvangu aChinjanja imi! Mainini was in her black see through pant and holding a matching bra. In that split second I saw how really gorgeous amainini was and ndaka tapirirwa zvikuru. She looked shocked vaka tarisa kumukova. Ini ndaka shamisikawo ndokubva ndaita u-turn chopaz. Ah veduwe, zviri kuda kuita sei zvinhu izvi? Mboro yakabva yati iwe tiza hako asi ini ndotomira at attention chete kupfuura flag pole.

Ndaka shaya zvekuita ndokubva ndabuda panze ndokumira pamukova. Asi mboro haina kana kuvata. Kuda mushonga wandaive ndaiisirwa mumaheu nasekuru here hamheno. Dai paive aka darika nepamba apa musi uyu hamheno kuti ndainyarirepi nokuti yaive yaka simudza bhurugwa rangu zvebasa. Ndakabva ndamhanyira mumota just in case paizouya munhu, life is that crazy. Pacho pausiri kuda kuonekwa unobva waonekwa. Hamheno kuti sei zvichidaro.

Mainini vakazobuda and locked her door. Vaka mhanyira mumota ndokupinda. Ini ndakabva ndaita chop chop kumutsa mota. Kudodii yaka ramba kumuka mota. Twumagetsi twunositsvuka padashboard paive pasina.

Ndakano vhura mberi ndokuwana one of the battery cables yaive yabva. Kuda the bumps of the dust road had caused kuti idaro. I quickly put it back but ndaive ndanyata zvikuru. Mvura yaive ichindipura pura too bad. Mota yaka muka ndokunanga Harare but takawana kakova kaye koshinyira hama dzangu. It meant mvura yaive yatanga nekuwanza kumusoro kwakano tangira. Hana yangu yaka rova ndichiona zvakadai. I didn’t like zvazvaireva, kumirira kusvika mvura yaserera and by the looks of it yaive nguva refu. Mvura yaive ichito wedzera kunaya. I had this dejected look on my face as the reality of the situation hit me. Hapana kwandakange ndiri kuenda zuva iri. Damn! Double damn.

Takambo mira for over 30 minutes or so ndokuona kuti hazvaibatsira, mvura yaitowedzera kuzara mukakova kaye and apa ini ndaive ndonzwa kachando nehembe dzangu dzaive dzanyata. Mainini took a packet of Halls mint sweets kwava kutanga kudya and offered me one. I was not in the mood of sweets saka I declined, she shrugged her shoulders and began to put the packet back. I felt bad and accepted one. Ndaie ndovapedzera shungu yekakova kaive kandivharira.

Taka dzokera kumba kwaamainini driving slowly, chinyararire, each one in his/her thoughts. Ndakange ndoto funga hangu kuti zvino ndicha pfekei and how it was going to be. Mbatya dzose dzandaive nadzo dzaive dzaka sviba but ndakati ndinongo tsavaga isina kunyanyo sviba. Sezvineiwo tasvika, mainini gave me her tracksuit kuti ndipfeke. I looked at her ndine mibvunzo and she just smiled vakati, “Pfekai kani babamukuru, muri kuda kuita pneumonia here nembatya nyoro idzi?”

“Aah mainini, pneumonia nezuva rimwe here? isu tiri vakomana vemombe isu, taka fudza mombe tichi naiwa saka hapana pneumonia ino bata,” ndakadaro ndichiseka hangu.

Ndakabata hembe dziye ndokunanga kumusuwo kuti ndino pfekera panze or mumota. Mainini vakabva vati, “Nhai babamukuru, mononaiwa zvakare here, ko kungochinjira muno matadza here?”

I did a bouble take and looked at her. Mainini vaive vakandi tarisa with this gorgeous and delicioous smile on her face. This was not the mainini vandaiziva, this one was more nicer, very sexy and bolder. Ndaka vatrisa again ndoku dzungudza musoro. Zvaive zvitsva izvi, saka kana ndochinja iye ainge achizoendepi. And sezvineiwo, brain dzakatanga kufunga zvisina basa and mboro ndokutanga kumira. Ah nhai veduwe, ko chava chii zvakare?

“Muno nyara here? Ini mandionerera kare kaviri kese saka muchanyarei nhai babamukuru?” mainini vaka bvunza havo, smiling again that smile which made my knees weak and myheart melt.

Mboro yangu yakabva yabvumirana nazvo and ndakainzwa kuwedzera kumira. Ndakabva ndati hapana chekumirira apa ndichibva ndatendeuka ndokuvatarisa mainini. I took off my t-shirt and my trousers ndokusara ndiri musvo! Ndaida kunyatsoona kuti mainini vairevesa here. Mboro yangu yaiita ichi gutsurira musoro, ichi gwinha gwinha ndakavatarisa. Imika imi!

Ivo mainini kana kumbo tarisa divi havo, vaingo nyaririra vakanyatso nditarisa kumeso. Ndaka funga kuti nhasi ndicha tukirirwa ndikaudzwa husatan hwese asi nikisi, munhu aive ongabata bata pamubhedha paaive agere. She looked at mboro yangu and I saw her vachimedza mate. Mainini vakanditarisa kumeso again and what I saw mumaziso avo made me want her there and then.

Ndakarovera moyo kudombo ndikati chauya chauya ndokufamba kuenda pavaive vari. Havana kutiza kana kubvunza. Ndakasviko mira pamberi pavo, mboro ichi gwinha. She looked at me vachibva vaibata mboro yangu. Maoko avo were very soft and vakaibata zvinodakadza, zvisina rough kana chii. Whilst looking me in the eyes she gently began to stroke me, kundibonyora zvinyoro nyoro. Ini kana pfungwa dzekuti ndimainini kana kuti zvakaipa dzakabva zvapera. Ko ndini ndaiitawo sei hama dzangu?

Mainini vaka puruzira mboro yangu, caressing it, kutenderedza chanza chavo all over my dick. Vakatora mvura iya ino tanga kubuda, precum, ndokuizora all around nzvonyo yangu ndikanzwa kuzipirwa hama dzangu. She then took it ndokuzora mugotsi menzonyo yangu, around the edges emosoro wemboro and guys I tell you in drove me wild. Kakunaka kacho kakandipaza njere. Ndaive nadava munyiak yangu ndega, this waas excellent. She tortured me like that for a few minutes and changed.

Mainini vaka sveerera machende angu nerumwe ruoko and gently caressed me. Vaipuruzira zviya zvisina hasha zvekuti ndakanzwa kuzipirwa kwese. Ndakaita ndichivhura makumbo to give her more access and she didn’t disappoint. Ndisati ndapa kutenda mainini slowly brought mboro yangu kumuromo wavo! Maiwe zvangu, heya vano zvizivawo nawo! Ndaiti vechechi havaite zvakadaroka ini.

Vaka vhura muromo wavo mainini ndokuisa mboro yangu mukati, hoo vakafa havana chavakaona chokwadi. Mumukanwa mavo maive nekakutonhorera, due to the mint yavaie vadya, and the contrast to mboro yangu was inexplicable. She gently clamped on my nzvonyo yangu and began to suck gently. Haaa hama dzangu ndaka tapirirwa zvandaive ndisati ndamboita. I didn’t know that mint could cause such sensations veduwe. It was excellent. Ndakanzwa makumbo obvunda nekunakirwa, ndaive ndaparara hama dzangu.

Vakaiburitsa mboro yangu and began to lick me in earnest. Vaka nanzva kubva kumachende kusvika kunzvonyo and repeated it several times. She then licked zitsinga riri pazasi pemboro apa wanikwe ndataya njere. I could not stand anymore saka I moved towards her bed and fell on it. Mainini let me settle down ndakarara nemanhende, on my back, and she continued her attack. Ndaka shadaburwa makumbo and she took mboro yangu mukanwa and sucked zvine mutsa kani vakomana. After a few minutes of sucking and bobbing her head she went further down and licked pakati peburi retsvina and machende. Aaah imika imi, ko ndaizivei chokwadi kuti zvinonaka kudaro. Ndakanga ndofemera pamusoro semunhu ane asthma apa ndiri kuzipirwa samare.

Mainini havana kundipa mukana wekuita chimwe chinhu, she left me totally powerless and at her mercy. Ndisati ndaziva kuti ndeipi iyi manje, she changed mupaka and engulfed mboro yangu zvakare. I was sucked hama dzangu and then something I had never ever experienced happened. Ndakanzwa mainini vondi dhonzera kwavari and before I knew it mboro yangu yese had sunk in her mouth. At the back of my mind I recalled something I had read, kuti kune chinonzi deep throat. Apa mboro inenge yapfuurira pahuro yapinda in the throat, in the gullet! Hama dzangu I don’t know kuti mainini vakazviita sei vasingadzipwe asi zvandakanzwa ipapo zvakandiparadza brain.

The softness and smoothness deep there did something to my sensitive nzvonyo and ndakanzwa kuti nyika yaparara pano. Huronyo was getting ready to come and somehow mboro yaka wedzera kumira irimo. Mainini must have sensed it too because she gently removed me from deep within ndoku buritsa mboro yangu panze. It was quivering, ready to explode. She blew on it gently, kunge munhu ari kufuridza tea iri kupisa. Somehow it made me feel worse and I wanted kubonyora ipapo kuti nditunde. Mainini saw my hand moving to it and sensed what I wanted to do vachibva vanditswinya heavy muzvidya umu!

The pain took away my thoughts from the sensations on mboro yangu and kutunda kwakabva kwabuda mumusoro. She looked at me lovingly and guys I was caught in the moment. I felt my heart give a lurch and melt. Ndaka tsinzinywa ndokuzunguza musoro to shake away zvandakange ndonzwa mandiri. I am sure if I had not done that I would have declared my love to mainini ipapo! When I opened maziso angu ndakaona mainini vachi nyemwerera vakanditarisa.

Ndakabva ndamuka ndokumira padivi remubhedha. I gathered mainini in my arms ndokutsvodana navo zvikuru, zvinonwisa mvura. Rurimi rwamgu nerwavo zvakarwa hondo yazvo zvega. Taka dyanana pasina kunyara kana kufunga chimwe chinhu. Maoko avo mainini aive akandimbundira, holding me tightly. The emotions she was displaying were making me fall for her and I didn’t want that. But izvo ndakazvibisa mupfungwa dzangu and concentrated on what was at hand. Iniwo angu maoko akatanga akava mbundirawo asi ndakazotanga kuafambisa all over muviri wavo. Ndaka gukuchira magaro avo and squeezed gently, ndichiasvinyanga svinyanga. I loved the feel of her bums, not too soft nor too hard. Mamwe magaro unenge wabata danda kuomarara kana sadza mbodza kupfava kwacho. These were to my liking and I took my time playing with them.

With my fingers spread apart, I moved them up mainini’s body, massaging and carressing her. I brought my hands between us and began to unbutton her blouse. Hatina kurega kutsvodana, vakangondipa enough space to continue unbuttoning her blouse. Ndakavabisa blouse ndokubva vasara vari in her bra. Ndaka sveerera kumashure ndoku kochonora bra yavo mazamu achibva asara ari pachena! Maiwe zvangu imi! Ndaka gukuchirwa mazamu avo, uku muromo wakangoti tsitsa pane muromo wavo, ndokufambisa minwe yangu on her breasts. Ndaifambisa minwe ichaisangana nechara paminyatso ndobva ndatswinya zvinyoro nyoro. Mainini vakatanga kuurura, whimpering, gently and I knew she was enjoying herself.

I let go of her mouth and mainini looked at me with a crazy look in her eyes. Maziso angu looked at her mazamu and I was amazed at how erect her nipples were. Iniwo ndakanzwa kuda kumwe kusinga bviri. Mboro yangu hamheno kuti haina kutyoka nei. I ignored it and concentrated on mainini. I gently blew on her sensitive nipples and ndakaona kakumerera, twumapundu kubuda around the nipples. Ndakabva ndati tsitsa kuyamwa zamu ravo mainini uku rimwe ndiri kurisvinyanga zvakanaka nerumwe ruoko. I was letting mainini guide me kuti ndoita zvine simba here or roughly. Her response to my sucking and carressing guided me.
Action Non Stop - Not For The Faint Hearted (Part 1)

Ruoko rwaive kuzamu ndaive ndaka vhura chanza changu ndichinyora mukati mechanza nemunyatso wavo. It was making mainini crazy. Ukuwo rurimi rwangu rwaitenderera pane mumwe munyatso, sometimes I would flip it rapidly on the nipple and sometimes I would suck sechana chinonwa mukaka. Dzimwe nguva ndaitorumirirana munyatso wacho and mainini vaibva vaparara. I interchanged and repeated the process. Mainini vakabva vandikochekera musoro neche kugotsi uku and pulled me hard to her zamu apa vachiridza kamhere.

Ini handina kumira what I was doing ndikanzwa mainini vonyanya kundidhonzera pavari and vachibva vaoma muviri ndokugwinha gwinha as she climaxed! Ndaka shamisika zvikuru, ndaive ndisati ndambozviona. Mainini vaive vatunda from being sucked mazamu avo. I guess ndiko kusiyana kwevanhu, mumwe nemumwe ane pake pano mutaisa njere.

She released my head and ndichibva ndaregawo kuyamwa. Ndaka pfugama in front of her ndokubisa her skirt ndokubva vasara vaine bhurugwa chete. I took kanguva ndichiona humhizha hwaMwari. Ivo mainini vaindipuruzira musoro wangu zvinyoro nyoro. I gently took off her pant and pant ravo raive raita kakunamira pabeche ravo nekutota kwavo. Matinji avo aive akaita kakuzvimbirira, kuita kachuru uku katarirahondo, clitoris, kakaita kudongorera. Mainini was unique, her clitoris was clearly visible whereas mukoma wacho waitotamga wapenengura matinji ake kuti ukawane.

Ndaka bisa bhurugwa ravo ndokuriisa padivi. I gently licked her pussy and she caught her breath. The harder I applied pressure nerurimi, the more she began to breathe hard, kufemereka. I nudged her gently vachibva varara pamubhedha nemanhede ndokuvhura makumbo kuyanika nyini yese pachena! Iweka iwe, ndiko kudya kwangu uku. Ini ndaka ramba ndiri paka pfugama on the floor and pulled her towards me. Ndaka tanga kunanzva munhu haikona. Ndakatsengerera matinji aya, kuatambisa tambisa nerurimi and swiped my tongue zviri heavy. Mainini’s response was my guide. Chavanakira ndaichidzokorora heavy. Ndaona kuti vaparara manje ndakaita an O with my mouth and gently sucked on her clitoris! Maiwe zvangu, mainini vakaita kukwakuka pamubhedha vachibva vamonerera zvidya zvavo around my head pulling me deeper. Ndakanzwa nzeve kushosha asi handina kurega kukweva. Mainini vakaita kunge vaiswa moto pasi pemagaro nokuti vaka kovirira muromo wangu heavy and screamed.

She went limp asi makumbo aka ramba aka sunga. Ini ndaive ndotadza kufema saka I gently removed my head. Mainini whimpered a bit when I left her clit. Ndaka kwira on the bed and stretched padivi pavo. Mboro yangu yaive yanzwa nekumira manje. I gave mainini kanguva kekuzorora and she hugged me tight to her. There were tears in her eyes and I slowly kissed them away. They were a bit tangy but I didn’t mind. Gently I caressed muviri wavo, taking note, for future reference, her erogenous zones. Munhu dziidza mumwe wako uzive chino munakira.

The more I played with her whole body, the more legs began to open kusvika vaavhura and nudged me in between. Ndaka pfugama pakati pemakumbo avo ndokubata mboro yangu and began kuipruzira panyini yavo. Nzvonyo yese yakatota heavy and mainini vakanzwa kunonokerwa. Vakaibata vega mboro yangu ndokuikwenyesa mumatinji mese umu ndokuzoinganisa pamuromo webeche then pulled me in.

Pandakangoti yese pfeee, mainini held her breath and came again! Yowe, mainini vaitunda veduwe. I think kugarisa sezvo murume wavo aigara kure. Pavaitunda vaiita kunge vari kuzamura asi makumbo akandi kochekera zvekuti ndakatya kuti nhasi ndichatyorwa. Vaideedzera nezwi riri pasi raidedera richinonokera vachiti, “Jeeesu weNazareta! Mhai kani!” ndiwe gwi gwi and went limp. Vakabva vati zii vakadaro, her eyes closed.

Hana yangu yakarova ndotya kuti pamwe vaita heart attack. I tried kufunga kuti mukoma wacho aive ambotaura kuti vane heart problem here ndikatadza kurangarira any such information. Whilst I was busy puzzling this out, mainini vakabva vati bengunu vachibva vati nezwi reaka dhakwa, “Make love to me, no, fuck me babamukuru!”

Ah, ndaka shamisika ndokumira. Two things made me pause. Chekutanga izwi rekuti fuck I had never ever heard it from mainini nor had I ever associated it with her nenhau dzavo dzechechi. Chepiri was out of concern for her. Mukoma wacho aka tunda more than once anoti ngatimbomira nokuti anoti anenge ava too sensitive but here was mainini asking me to fuck her. Mudhara ndiye aka ndirasisawo nokuti haana kuvata. Yaive yaka nyura yese in mainini. Mainini vakabva vaisvina with her vaginal muscles ichibva yagwinha kudairawo.

Ndakatanga kukoira zvishoma nezvhishoma, taking nguva yangu kuti ndinyatsonzwa parere nemoyo. Mainini met me match for match, vaidzora chikapa haikona kutaura. For over 6 minutes taka svirana takadaro. I then lifted her right leg kwava kuisa pafudzi ndokurova ndima. Ndaka shandura ndokuisa rerudyi pasi ndotora reruboshwe kwava kurova ndima again. Varume taka svirana heavy.

Ndakabva ndatora ese makumbo kwava kuisa pamapendekete angu ndikanzwa shasha yotaura, “yes, yes, yes, fuck me, fuck me babamukuru!” Izwi raiita richikwira as my speed increased and ndakaita manyemwe mwana waaChinjanja. Mboro yaibuda yanyiminya nemafuta emubeche. I pumped harder and mainini begain to whimper. Ndaka gonyerera ndoita kunge ndinonogara pazvitsitsinho zvangu whilst pulling mainini onto my dick. Hamheno pandakano gumha mukati imomo ndikanzwa shasha yatetsura mhere. Ndakapadzokorora ipapo over and over again mainini vachibva vanyanya kuchemerera.
Ini ndaka ramba ndichirova ndima ndikanzwa haa musha waparara. Huronyo ndakanyatso kuhunzwa kuti hwava kuuya and there was no stopping it. I tried to slow down mainini vachibva vandirova kuti ndava kumirirei. Ndofunga murume wese akada kumira kusvira kana mukadzi wake oda kutunda anoziva zvandiri kutaura, uno rohwa kuti uri kumirirei! Saka I obliged and pumped harder. As if on cue, mainini screamed as my balls emptied their contents.

Ah varume ndaka parara pfungwa dzese. Muviri wese, kubva kutsoka kusvika kuvhudzi ndakanzwa kuzipirwa kukuru. Mboro yaka rasa mbeu heavily, and each eruption was ecstacy beyond measure. Regai Matavire ati mudyandakasungwa uyu. Beche rino naka guys.

We gently slowed down as we finished ndokutora kanguva taka kochekerana. I then gently fell by her side, leaving a trail of sperm on her leg. Mainini vakambo ramba vaka rara nemanhede savouring the moment then after a while turned and looked at me with such fondness, tenderness and love that I felt my heart melt. She then said the most unexpected thing that had me totally confused.

“I love you babamukuru!” she declared looking at me.

Mainini saw the shock on my face and didn’t wait for a response. She took my face in my hands and kissed me deeply. I embraced her tika tsvodana zvikuru. I was in the moment but at the back of my mind I knew I had to talk to her.

… To be continued!

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *