Thursday 19 October 2017

Kudenga Hakuna Weko - Mboro YaPastor Inonaka Vasikana

Yakava bata murefu bata mupfupi mumba medu. Chandakasara kumutukirirra murume chaive nemudzimu wacho. 

"Zigoritoto remunhu rinoita basa rekundihurira kana kumbotya zvirwere zvapedza vanhu munyika. Ndovana pafavira kutanda nyama yemusoro. Maholier than thou mabest men apastor, dai rikadzingwa muchurch admin zimbwa rinohura chero namai varo.." Ndini uyo ndaipopota nechemumoyo apa misodzi dzange dzangove hova mbiri dzimhanyidzana dzichinyakatisa chipfuva changu icho aingogara achindinyepera kuti I have the best boobs asi iye achizoenda kunohura nevamwe vakadzi. 
Kudenga Hakuna Weko - Mboro YaPastor Inonaka Vasikana
Varume!! Imbwa chaidzo dzinemuswe wewaya.

"Ndozokuudza kana murume wangu aenda out nebasa wouya tione kuti hushasha hwako hausi hwepa whatsapp chete here. Most barking dogs don't bite kikikiki", Iyi ndomassage yainge yaita kabondo kehuku kamutsa mutauro kakarehwa nemakore kore. Hapana murume anobvuma nyaya kunyange kutomubata aripamusoro anoramba, baba vekwangu vairamba nyaya iripachena, apa massage yacho yainge yadzimwa, saka kana kwanatete hapana chandaiendera. Takaita vhiki ndiri musilent mode, iye kana kumbogaya zvake. Aitoita sekuti everything is normal. ndairara munerangu gumbeze iye sometimes aitonorara pacouch.

Ndakatozoona kuti nyaya iyi kuti ndirerukirwewo yaitoda kuwananawo wekuturira uye paiva pasina mumwe wandaigona kuuda kunze kwasahwira wangu wepedyo Amai Banda.

Murume wangu akabuda achiti arikuenda kubasa semazuva ese, ndakaita basa rangu ramangwanani nichingopedza ndakabva ndageza geza ndiye tande muznira kunanga kwamai Banda. Ndainge ndakadumbirwa nehasha because kwandiri this was the worst abuse I never expected to tolerate in my life. Inyaya dzataingonzwawo pafacebook nekuchina but never thought kuti I was going to be a victim of this situation oneday. ndaitizve ndonopirawo shamwari yangu nyaya yainge ichiitika kumba kwangu ko zvaigova zvizivo here kuti massage yandakange ndabata raitovawo shura zvaro ritanga mberi.

Ndakafamba hangu netsoka ndichigaya zano.Pasina kanguva ndakasvika kumba kwamai Banda, apo painge pakati zii kunge padongo, sepamba pandakange ndajaira ndakasvikopinda hangu mumba sezvo door rainge rakashama. Ndakamboda kusheedzera asi nzeve ndodzakatanga mberi because nuspare muchiitwa ka noise, inzwi raive ramai Banda vachiita kudetembera nemutupo vakati ''mukanya kani! mukanyairi kani!! Mandikuvadza daddy!! daddy maiwe ndofa zvangu ini nekunakirwa kani!!!" Ndakazonzwaa vaakungoti Ipapapoooo! Ipapooooo magooona kaniiiiii.." Hakuna chimwe kunze kwemboro, machemerero avaiita anga asina kumira mushe.

Asi zvakandinetsa kuti sei vari ku spare bedroom kana dai vanga vari vaBanda, Imwe pfungwa yakabetter kusiyana nazvo regai ndidzokere, ndakaita one step backwards ndokutarisa futi door riya ndokuona raiva rakatovhurika bhijana zvekuti ukangodongorera waiona zviri mukati, plus imwe pfungwa ikati iwe Banda haisi Mukaknya. Ini murume wangu ndiye mukanya. Ndakati regai dingofadzawo meso uye kungoita make sure kuti havasi mukanya vekwangu chaivo, munongoziva semunhu ainetsana nemurume ndaiva ndatova nevhiki ndisati ndasvirwawo kwangu kumba.

Ndadongorera zvishoma nezvishoma nekuti ndaitya kusanganisana maziso nevanhu vainakirana havo. Ndakaona nechekure rume raiva pamusoro wasahwira wangu richiita kuzvambura beche, sahwi wangu ainge akaita kuvhura 180degrees. Ini ndovhura gumbo asi apa umm beche ranga raita kuyanikwa zvekutisoona mboro ichipinda kunge ichamedzwa zvese nemachende. Yuwiii yuwii kaniiiii, ummmmmwahhhh amaiii uuuhhhhh, vaidaro vachikoirira mai Banda, asikana kutaura chokwadi kudongorera vanhu varikusvirana zvinonakidza, ndakayerera tumate so ndikanzwa beche rangu kunyata uye chinena kutozvimba zvekuti ndakapotsa ndangoti ndirikudawo asi manje zvaisaita, ndakavarairwa ndikati regai ndinatsoisa ziso pahwangwaridzo yedoor ndakahwanda newall ndinatsoona, ! wait!! murume wanguka uyo.. 

I wanted to scream but eish ndakapera power. Asikana ndakaita hasha asi ndakashaya kuti ndoitanga sei nyaya yacho. Ndakaita hasha asikana ndikangoti mwari vandibatsire, no no It cant be my hubby noo! God noo this cant be me woo!!. Ndakarova back step misodzi ichierera ndokubuda panze, kutaura chokwadi ndakange ndisisirini. ndaingonzwa rimwe zidzungu kunge nyika irikutenderera kunge ndaifamba mumhepo kunge hameno zvaingoitika.

Ndakangoerekana ndave munzira ndakananga kwamai mufundisi, this was toomuch. kubata my husband with my best friend vachitosvirana zvavo vachichemererana kunge ndovega munyika muno. Ndega ndainge ndakundikana zvainge zvakuda spiritual mother vangu for proper guidence on this issue. Munzira ndaingohwihwidza, pakucrosser nzira mota ndodzaitondiona

Dzimwe nguva kufa kurina pakusangana nemasituationa akadi in life. Ndakasvika pamba pastor ndokuita apoliceman knock door pavo, ndakaedza kupukuta misodzi but valve yacho yanga yaruza I think. Pastor ndovakabuda uye vaitorakidza kuti vanenge vaitovawo busy maybe kuverenga bible handizive, zvikanzi pinda my daughter. Ko urikuchemei? Pinda mumba vakadaro vachindipa way kuti ndipinde mulounge. Ndakapinda mumba ndikamira ivo ndokugara pasofa.

Ndakati ndainge ndauya kuzoona mai pastor kuti vandibatsire, zvikanzi maita munyama mai pastor vakaenda kwaMutare nezuro nebasa vanodzoka weekend, asi ndogona kukubatsirai ndikati haa zvaida mai pastor nekuti inyaya dzinoda madzimai. Vakati ivo zvainge zvisina basa, nditaure hangu nyaya.

Ndakatanga kuchema paye ndokutanga kuvaudza zvanga zvaitika, pastor vakasimuka ndokutanga kundinyararidza, ndakawedzera kupfikura ndopavakabva vandimbundira vachinyararidza eish magetsi... ndakanzwa kunatsobatwa nemurume, ndakanzwa huturu hwose hwehasha kuchinyangarika mumusoro wangu ndikanzwa uchireruka.

I felt comfort in his hands and felt like a real woman. Kunyange murume wangu aisimbondibata but ndange ndisati ndambonzwa kasatisfying feeling kandakanzwa apa, ndakanzwa ropa kumhanya asikana and apa paingoda return match chete apa ndakavambundira back pastor ndobva ndavaguma neminyatso yemazamu angu ndakanzwa hana yangu neyavo dzichirova so ndakavatarisa ndobva ndanzwa kupera simba apa ivo vaipukuta misodzi pamaziso angu zvinyoro nyoro as if aitya kundikuvadza. I partially closed my eyes at the same time opening my mouth in anticipation of a deep kiss of sensuality.I felt the warmth of his lips engulfing mine

Final part coming ...!

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *