Sunday 11 March 2018

Pwipwiripwi Mutanda Unematosi (Part 1)

My boss nguva dzose would notice and pass a comment on whatever attire or hairstyle yandinenge ndaita. My boyfriend never told me kuti ndakanaka kana kungopawo comment kuti babes you look sexy blab la! 

Nxaa, ndozvandakazomurambira izvozvo, but my boss would tell me every morning kubasa. His comments were so generalized zvekuti I never thought kuti one day I was going to pay back the comments between the sheets.

He just made me feel like a real woman, you know aigona kungotaurawo nekundiappriciator imwe iya iya. Some days he would go mad on other managers muboardroom even akapinda mumafield trips kwaisabuda chakanaka ikoko. Vakanga vatomupa nickname yekuti Pwipwiripi.

But to me he never did that, he was so respectful and very helpful, He was In his early forties and I was only very 22 and still very fresh from college. Yes he was a married man and mukadzi wake aitombouyawo pabasa pedu. She was not bad though aingovawo munhu uya anopfekwa nembatya. I think she was one of the women vaya vanoti no need to look sexy after marriage. Zvekutiwo pafeya chaipo tisingade kutapudza kana kuwedzera she was trailing behind the class yemurume wake.

Anyway that’s beside the story but kana paine vamwe vakadzi vanongokanda mbatya pamuviri vasingakwanise kukeeper their bodies in shape zvekuti paunofambawo varume vanogumburwa nekucheuka, nawo mapotholes angozara nyika yose aya vanofanira kuminyinguka makumbo makumbo mhani kana munhukadzi apfeka. Umm vasikana ngatigadzirisei because ndozvakazokonzeres nyaya yandinayo nhasi.

Days passed, weeks and months, ini ndakange ndatojaira to receive macomments and winks from my boss, sa PA waGM wepa company haa mucheno nyararai henyu uko ndokwandinodaidzwa ndichidaira ini manjenje ganda revasikana, apa ndiri slim and average height. Handina anozunza musika but I have a perfect atheletic body because I exercise daily and eat healthy to keep my body in shape.

Macomments a boss wangu started to penetrate in my nerves, and the sweet little things he said about my appearance drove me crazy zvekuti at times I would go murestroom and spent some time smiling at the mirror.

He started taking me out for his meetings and sometimes we would go ku Leopard Rock for lunch sevanhu vaishandira Muhorobha reMutare. Things started getting worse for me zvekuti I started developing feelings for Him but honestly I could not make move to him. Maybe it was just general appreciation yaaiita and if I was going to make a wrong move my whole carrier would be in jeopardy. 
Pwipwiripwi Mutanda Unematosi (Part 1)

Zvekuti murume muhombe havina kumbotyisa, ndozaitondipa zemo ndichiita hurotomupfungwa rume rakandigukuchira richindizvambaradza nayo. 

Rimwe zuva vakasiya laptop yavo kubasa ndobva vaenda kugolf, he phoned me zvikanzi switch off my laptop and carry it home then bring it mangwana. Ndakanodai palaptop kwakuona there was a short story yange irikunyorwa navo idzo dzebonde idzi.

Ndakaverenga description yemusikana aipihwa ipapo ainge ini. Ndipo pandakaziva kuti boss wangu ndiye muridzi wefacebook page rakanzi dzebonde na Dr Dzindi. Zvakangooma veduwe, vamwe vanhu so brain dzavo unotoshaya kuti zvirikumbofamba sei, ukavaona vachifamba haungambovafungiri kuti ndomasvirorists acho anechivi chekutotesa vakadzi vavasingazivi mapeche.

Handina kumboidzima laptop, musi uyu handina kana kubika ndakangosvika kuflat nekusimudzira nyaya ndichingozvikwiza chibhizi.

Ndikaverenga nyaya ndomboita zviroto mupfungwa ndichipuruzira matinji ndaianzwa achizvimba ndonzwa kuda mboro zvekuti muviri wangu wose rainge rangove zemo roga. Ndainzwa ropa rangu raakuita kunge munhu ane high blood pressure.
Ndakabata kamunyatso kezamo rangu ndikanzwa muviri wose kudairira. Ndakapamha kuzvikwiza futi ndikatanga kuita kunge munhu anonzwa hope, asi I remember kuti ndinenge ndaichemerera zita raboss wangu rumwe ruoko ruri panyatso rumwe ruchikwiza chigongo ndakatsunzunya ndichinatsonzwa kuzipirwa kwemberi chaiko . Muflat mangu mainge musina kana banana zvaro rekuti ndingazvipedze zemo.

Pandakasimudza musoro trying to scrounge for something chingandipedze havi ndiye dhuma dhuma naboss maziso vakamira zvavo zvakanditarisa. Veduwe ndakanyara zvekuti zemo rose rakaita kunyangarika and in no time I was myself pasina zemo asi nyadzi chete. Dai pasi paingovhurika zvapo ndikanyura. I remained rooted pasofa ndakafreezer ndakadaro.

Vakangoti Judith I have been knocking for a while now, sorry to invade your privacy, I thought maybe there is something wrong. Would you please give me my laptop.

I remembered kuti my legs were still wide open and somewhere somehow boss vaitaura zvavo asi vakange vavhiringika brain. Ndakaona kuti maziso avo akange atsvuka uye tsinga dzemumusoro dzainge dzati tare tare kutanda.

Ndakona sabhuku vachisimudza trousers asi ichiradza kuti yaizvimba ichitevera bhande. Still samba rekuvhara makumbo kana kubvisa ruoko pabeche ndakarishaya ini.

Nyadzi Dziya dzakatanga kupera zvakare ndakarara pasofa, ndakatanga kufunga nyaya yavainge vasiira panzira zvachinyora vachisvirira mukadzi pakitchen counter uyo aichema akatarisa zimboro rakaita kupatsanura beche richipinda nekubuda achichemerera nekuchemerera achinakirwa.

Ndakabva ndatanga kuona ndichivarumirira nzeve vobva vawedzera kunyudza mboro yavo, ndobva ndaita kamwe kamhere kekuvapa manyemwe kuti varambe achindisvira.

‘Judith ndati ndauya kuzotora laptop’ vakadaro vakangomirawo vachinge munhu aitoshayawo kuti zvirikumbofamba sei? Takaramaba tangotarisana senge mabhiridha apererwa nesemende.

Veduwe Imagination is a powerful thing. ndakatanga kufunga kuti pamwe mboro yavo, yakareba and yakafuta sekunyora kwavo,apa I imagined yakaiswa mubeche rangu yakaita kurizadza.

I knew kuti ndaizonakirwa semunhu ainge anenguva asati asvirwa, but ndaizosvirwa here kana kuti zvaingova zviroto zvakamba kurota achibhururuka?

No comments:

Post a Comment

Contact Form

Name

Email *

Message *